Home Search Countries Albums

Wepamoyo

SEH CALAZ

Wepamoyo Lyrics

Uwoo ohoh uwoo oh ohh
Wellyouknowsehmbaremeseh
Check check follow me den

Ndinowedzera kukuda zuva zuva
Inini handiterere vemakuhwa
Ndine Rudo rwako rwemashuwa
Rwandaka chengetedza muchipfura

Handinei nekwawakabva
Handinei nezvawakatadza
Babie Patakangira ipapo
Totangira ipapo

Zveshure hazvina basa
Rudo haruvakwe nemanyepo
Sure haruvakwe nemanyepo
Mangwana tingazova chiseko

Saka hatidi zvemanyepo
Iwewe nditaurire wegaaa
Nditaurire wega nhangwe zvikarwadza
Zvichibva kwauri zvirinani
Nditaurire wega nditaurire wega iwewe
Nditaurire wega nhangwe zvikarwadza
Zvichibva kwauri zvirinani

Ndiudze zvaunoooooda
Ndiwe wepa moyo- wepamoyooo
Ndiwe wandasarudza - ndasarudzaaa
Ndiudze zvaunoooooooda
Ndiwe wepa moyo- wepamoyooo
Ndiwe wandasarudza - ndasarudzaaa
Ohnananananana

Mudiwa ahahahaa
Wazvinzwaaa ahhaa
Chaunooda nditaurire iyeee
Zvaunoda ndiregedze ndirege
Ndavakuda kuraramira iwe one
Ndakasacrificer everything that I want

Inini for iwewe
Less of inini more iwewe
Foreverer And ever ahhh
Ndiwe wega Unondisvitsa kure

Ndiudze zvaunooda
Ndiwe wepa moyo- wepamoyooo
Ndiwe wandasarudza - ndasarudzaaa
Ndiudze zvaunooda
Ndiwe wepa moyo- wepamoyooo
Ndiwe wandasarudza - ndasarudzaaa

Ohnananananana
Yeiyeeeaaaah
Iyeiyeiyeiyeiyeiyeiyeiyeiyeiiii
Ohhh hoohh yeehhh yeeeh ehh
Rudo harudii ma secrects
Rudo harudii masecrets
Ahhaa yeehhh ehhh ehh yei yehaa oh oh
I know know

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2020


Album : Seh Calaz @ 30 (Album)


Copyright : (c) 2020


Added By : Huntyr Kelx

SEE ALSO

AUTHOR

SEH CALAZ

Zimbabwe

Seh Calaz  is a multi -award winning Zimbabwean Dancehall Reggae Artist. ...

YOU MAY ALSO LIKE