Home Search Countries Albums

Asante

JAH PRAYZAH

Asante Lyrics

Vamupore mukarwadziwa hurombo shuwa
Datya kurinakurira warisimudzira wariyambutsira
Sandi nyore kusimudza machinda woyee
Mauya muri dzama dzama mototangaudzama inga zuva ravira

Asante asante asante asante asante honde
Vamwe vanongondikandira mabhanan'a na hokoyo
Asante asante asante asante asante honde
Zvese ndichanozvitaura kuma Messiah hokoyo

Vanoda kuti ndigare ndiri razaro kukokota
Pandinozoti ndirove ngoma uchanzwa vachi popota
Vanondhishuvira misodzi asi ndiri nyeredzi
Ndopenya semwedzi muchena

Vane ziso rerukodzi ziso remharadzi
Asi ndinopenya semwedzi muchena
Moyo yavo ngaichene kuti ngwee
Ngaichene kuti ngwee
Mukaka haurungwe

Asante asante asante asante asante honde
Vamwe vanongondikandira mabhanan'a na hokoyo
Asante asante asante asante asante honde
Zvese ndichanozvitaura kuma Messiah hokoyo

Ndakaramba ndivhidhabhura
Ziso rangu ndisita ndavhura
Kusvikira ndaita ngura
Kusvikira ndapinda muguva

Pandimire inini ndopaziva
Kundibata chete unenge wajuma
Handidzokere kufuma guma
Buduriro ndiyo yandinoshuva
Handidzokere kufuma guma
Buduriro ndiyo yandinoshuva

Vamukore mukarwadziwa ndine hurombo shuwa
Datya kurinakurira wasimudzira wariyambutsira
Sandi nyore kusimudza machinda woyee
Mauya muri dzama mototangaudzama inga zuva ravira

Asante asante asante asante asante honde
Vamwe vanongondikandira mabhanan'a na hokoyo
Asante asante asante asante asante honde
Zvese ndichanozvitaura kuma Messiah hokoyo

Iri ndobhanan'ana
Bango rinodzima nyama
Hokoyo negandanga
Rinosiya marangwanda

Zvakuseri munyengeri
Ukasapoterera haundione
Zvakuseri munyengeri
Wototenderera haundione

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2020


Album : Asante (Single)


Copyright : (c) 2020


Added By : Huntyr Kelx

SEE ALSO

AUTHOR

JAH PRAYZAH

Zimbabwe

Jah Prayzah (born on July 4, 1987 in Uzumba, Zimbabwe), is a Zimbabwean contemporary musician and le ...

YOU MAY ALSO LIKE