Home Search Countries Albums

Rudo Vaviri

SEH CALAZ

Rudo Vaviri Lyrics


Yeeyaahh ouwooo ouwooo wohoho hooo
Followden VaviriVaviriVaviriVaviri
Wellyouknowsehmbaremeseh
Check check check check

Rudo Vaviri
Rudo Vaviriiii
Usangoti pese pese unomhanya
Chakafugidza dzimba matenga
Rudo Vaviri
Rudo Vaviriiiiiiiii
Usangoti Chese Chese unomhanya
Chakafugidza dzimba matenga

Kana wada kutamba love wotoshinga
Chaunoda kuita natsotanga wafunga
Usatakure mabag kuda kudzokera kumba
Ngwarira vanhu ma advice avanokupa
Mudzimba unombochema

Unombofara wani
Zvinomboremaa
Munhu aka rwara wani
Saka shingiriraaaaa
Imba yako woinamatiraaa
Usangofugura hapwaaa
Imba inoda hana

Ndopaunona vaye Vanoti ndogarira vana
Saka iwewe shingiriraaaa
Imba yako uchinamatira
Usati waenda wadzoka
Waenda wadzoka
Waendaa ahh saka iwe shingirira imba woinamatira

Rudo Vaviri, rudo Vaviriiii
Usangoti pese pese unomhanya
Chakafugidza dzimba matenga
Rudo Vaviri, rudo Vavirii
Usangoti Chese Chese unomhanya
Chakafugidza dzimba matenga

Mumwe achakuti murume wako no
Mumwe ouya okuti murume bho
Asi ukavaterera ukazvitedzera
Uchazoona kuti Havana ruzivo
Chipoakaenda kunopihwa yambiro nanhingi
Zvino vanhu vanosiyana

Asi iye nhingi haana kumudza kuti
Yakamupa haishande Pana nhingi
NdiChichemo kunanatete
Ndine chichemo kuvabereeki
Vana Venyu varairei

Ndapotaaa vaudzei
Chaizvo zviri mudzimba musavanyepere
Garai navo pasi vaterere
Vana Venyu vaudzei
Anambuya varaireii

Ndaona varikutenderera
Vava nenguva vachingotenderera
Vana Venyu vaudzei
Vakuru varireii

Rudo Vaviri, rudo Vaviriiii
Usangoti pese pese unomhanya
Chakafugidza dzimba matenga
Rudo Vaviri, rudo Vavirii
Usangoti Chese Chese unomhanya
Chakafugidza dzimba matenga

Oh my ohmy
Nana iyeee
Yeyeyeyeyeee
Eyo Maselo vaudze kuti mudzimba umu
Haasi mafanis
Yeyaaa ee nanana yeeiyee
Ndina mai rona mai rona
Haasi mafanis mhenii
Bang bang Bang bang

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2020


Album : Seh Calaz @ 30 (Album)


Copyright : (c) 2020


Added By : Huntyr Kelx

SEE ALSO

AUTHOR

SEH CALAZ

Zimbabwe

Seh Calaz  is a multi -award winning Zimbabwean Dancehall Reggae Artist. ...

YOU MAY ALSO LIKE