Home Search Countries Albums

Magumo

SEH CALAZ

Magumo Lyrics


Nana nanananana iyeiyeii oha
Onanananana

Handizi muporofita pamwe ndiiirii hauzive
Zuva riye rasvika pamwe harina ahh hauzive
Zvakanzi Muchanditsvaga ndichashaika
Ma profita achakanuka

Vatungamiri vachapanika
Kana madhokotera achavharika
Zvese zvichashaya zvichabasa
Zvamunokoshesa muchisiya kunamata
Zvese zvichashaya basa
Kusara kwezita Rake Mwanakomana

Oh my ohly ehha
Yasvika nguvaaa
Rakacheka nyika zuvaa
Pamunotora vatsvene musatisiya
Mutirangarire woohohhh
Yasvika nguvaaa

Taiti kuuya kwenyu kupinda muguva
Pamunotora vatsvene musatisiya
Mundirangarirewo ohhohhh wooohuu
Mundirangarirewo ohhohhh. Woooohh
Mundirangarirewo ohhohhh wooohuu
Mundirangarirewo ohhohhh uhoooohhh
Mundirangaritewooo

Hatizi vatsvene tinotadza
Zuva nezuva asi tongodzoka kwamuri
Hatisi kuzvichenesa tinotadza ah
Asi tinoongodzoka kwamuri

Ndiri gwayana renyu baaabaa
Nhangwe zviite sei tiinongodzoka kwamuri
Nekuti imi ndimi mavamboo
Pasi ne kudenga ndimi mambo

Haufambe musipo mutambo
Ndibatsirei yaguma yangu tambo
Ndimi futi magumo
Hadzisi nyambo kana tsumo
Zvakaoma kutaura kunoo
Hatizive pamwe ndo magumo
Ndomagumo
Pamwe ndomagumo
Ndomagumo
Pamwe ndomagumo

Oh my ohly ehha
Yasvika nguvaaa
Rakacheka nyika zuvaa
Pamunotora vatsvene musatisiya
Mutirangarire woohohhh
Yasvika nguvaaa

Taiti kuuya kwenyu kupinda muguva
Pamunotora vatsvene musatisiya
Mundirangarirewo ohhohhh wooohuu
Mundirangarirewo ohhohhh. Woooo
Mundirangarirewo ohhohhh wooohuu
Mundirangarirewo ohhohhh uhoooohhh
Mundirangarirewo

Ehhh pamwe ndomagumo
Uwouwh uhh ehh pamwe ndomagumo
Pfugama unamate
Pfugama unamate

Siya zvakaipa
Pamwe ndomagumo
Pamwe ndomangumo
Pfugama unamate
Uwouwhoaa ohh ohh pamwe ndomagumo
Pamwe ndomagumo
Yeehhh ehh ehhe ehhe ehhh ehhhh
Pamwe ndomgumo

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2020


Album : Seh Calaz @ 30 (Album)


Copyright : (c) 2020


Added By : Huntyr Kelx

SEE ALSO

AUTHOR

SEH CALAZ

Zimbabwe

Seh Calaz  is a multi -award winning Zimbabwean Dancehall Reggae Artist. ...

YOU MAY ALSO LIKE