Home Search Countries Albums

My Malaika

TOBZMAN

My Malaika Lyrics


(Kay kay)
(molly k nahutty em)
(ndinitobz wemakalala)
 
I cant believe yeeyiii
The way you love me tumi
It's like a dream babe,dai zvikaramba zvakadaro
Nekuti ndikarangarira kare kare babe ndichangotanga kupinda murudo
Zvandakaona zvakawanda ,pavasikana vese vandakada
Let me tell you zvakamboita kuti ndimake chinhu chinonzi rudo,vaindichita vakawanda,vakatamba nemoyo wangu vakawanda
Asi kubva pandakasangana newe let me say zvinhu zvachinja
You dey give me ginger,too much power better than cena
 
Nekuti babe iii ,ndiwe unoita
Kwandiri ndiwe unoita aah
Eeh my malaika ukandiramba babe moyo wangu ungabaika (amaihwi usandiramba)
Ndiwe unoita (usandiramba)
Beverly ndiwe unoita aah
Eeh my malaika ukandiramba babe moyo wangu ungabaika
 
I don't wanna lie
Ndichakubata bho babe fanenga zai
Ee you're my ride or die
For you my love will never die
Mwari ndinovatenda ,nemoyo vakandipa tsvarakadenga
Kana amai vako ndovatenda nekuti ndivo vakandiberekera
Chishuwo changu babe ndoda kuti tisvike kure tese
I dey pray to god oh,ndoda tingoita vana tese
 
Nekuti babe iii ,ndiwe unoita
Kwandiri ndiwe unoita aah
Eeh my malaika ukandiramba babe moyo wangu ungabaika (maihwi usandiramba )
Ndiwe unoita (usandiramba)
Beverly ndiwe unoita aah
Eeh my malaika ukandiramba babe moyo wangu ungabaika
 
Chishuwo changu babe ndoda kuti tisvike kure tese
I dey pray to god oh,ndoda tingoita vana tese
 
Nekuti babe iii ,ndiwe unoita
Kwandiri ndiwe unoita aah
Eeh my malaika ukandiramba babe moyo wangu ungabaika (maihwi usandiramba)
Ndiwe unoita (usandiramba)
Beverly ndiwe unoita aah
Eeh my malaika ukandiramba babe moyo wangu ungabaika
 
Ndiwe unoita
Kwandiri ndiwe unoita aah
Eeh my malaika ukandiramba babe moyo wangu ungabaika (maihwi usandiramba)
Ndiwe unoita (usandiramba)
Beverly ndiwe unoita aah
Eeh my malaika ukandiramba babe moyo wangu ungabaika

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2021


Album : My Malaika (Single)


Added By : TOBZMAN

SEE ALSO

AUTHOR

TOBZMAN

Zimbabwe

...

YOU MAY ALSO LIKE