Home Search Countries Albums

Achakubaya

SEH CALAZ

Achakubaya Lyrics


Woooo woooo uhoo ohoh iyeiii
Wellyouknwsehmbaremiseh
Follow me den

Apa ndaImba neshungu
Ini ndachema neshungu
Ndaoneswa nhamo tsvuku
Vandionesa Pfumvuuuu
Asi mbuya vakataura
Vakasiya vataura

Mbuya vangu Ashumbaaa
Tawanda vanhu vachakushupa
Vachakunetsaa
Vamwe vachakuendera kun'anga

Vamwe vachakuronda pawafamba
Muzukuru Usina chawatadzaa
Saka Pese pauchafamba vachakuteya saka usavata
Munzira mune minzwa saka tanga wanamata


Asi achakubaya nepfumo
Munhu Achakuchekeresa kumagumo
Ndiye waunovimba naye ku famba naye
Usavimbee nemunhuuu

Munhu achakubaya nepfumo
Munhu achakucheku cheka cheka kumagumo
Ndiye waunoswera naye kudana naye
Usavimbe nemunhu
Bang bang bang bang

Munhu Achaku oh my oh my
Munhu achaku oh nana na
Wozondibvunza kumagumo
Kuti waunotamba naye uye zvazodini

Munhu achakubaya achakuuraya
Achakuchekeresa ndiye same munhu
Achakutengesa ndiye munhu waunotembesaa
Aahh Followmedenn

Ndakadzidza vanhu havasi bhooo
Vanokuda zvinhu zvavo zviri slow
Wova jega kuti zviite bhoo
Pedzezvooo vokuitiraaaa magooo

Vazukuru vambuya nehanda
Kumeso havachisina gandaaa
Vanokutengesa chero zvavo zvaita
Vanokusiya mumaoko ehuranda

Iyooo mariiiihiiii
Vanonyeya kanamai
Seikooo vanhu vadaiii
Aiwa Mwari pindiraaiiii

Ipapo pandiri ndopavanoda
Hupenyu hwangu ndohwavanoda
I godoo iroro ohh wooooh

Asi achakubaya nepfumo
Munhu Achakuchekeresa kumagumo
Ndiye waunovimba naye kufamba naye
Usavimbee nemunhuuu

Munhu achakubaya nepfumo
Munhu achakucheka cheka cheka kumagumo
Ndiye waunoswera naye kudana naye
Usavimbe nemunhu

Saka usaaatye kufamba mune vakakuteya
Usaaave asingazo regerera.
Usaaaape uine moyo wakateya
Usaaave heeehhheeheheeeee

Saka usaaatye kufamba mune vakakuteya
Usaaave asingazo regerera
Usaaaape uine moyo wakateya
Usaaave heeehhheeheheeeee

Zvawazvifukidza jira rinodziya
Wadedza vaye veruchiva
Wotobatisisa husiku hwese
Vanokudhonzera vaye veruchiva

Achakubaya achakujunga
Pazvichafaya achakufunga
Achakubaya achakujunga
Mumwe musi achakufunga

Munhu anokupanga mazano
Munhu wawakaitira chirangano
Ndiye waunotamba naye kufara
Ndizvo here muzukuru

Asi usamutembe dhehwa
Usamutembe Moyo, musatemembe
Munhu munhu Musamutembe dhehwa
Musatembe dhehwaa
Musamutembe moyo
Musatembe daddyy aiwaa ohh
Iyeiyeiyeiyehh
Wo Ohh ohhhhohhho cymplex gain
Oh my ohmy oh my ehyaa

Munhu achakubaya achakuchekeresa achakuvhunaaa
Rest in Peace ambuya
Rest in peace Gogo
From muzukuru wagogo
Rest peace Ashumba

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2020


Album : Seh Calaz @ 30 (Album)


Copyright : (c) 2020


Added By : Huntyr Kelx

SEE ALSO

AUTHOR

SEH CALAZ

Zimbabwe

Seh Calaz  is a multi -award winning Zimbabwean Dancehall Reggae Artist. ...

YOU MAY ALSO LIKE