Home Search Countries Albums

Ndabvuma Changamire

SEH CALAZ

Ndabvuma Changamire Lyrics


Kana iri secret ngaibude umm yeyeye
Ngaibude ummmmm yeiii
Kana iri secret ngaibude yeyeye yeii
Wellyouknowsehmbaremesehcalazseh
Checkcheckcheckcheck

Inini ndiri bhandiiitiii
Asi hapasi pese panoda marikiti
Hupenyu sendiri muchitokisi
Kugara mumaoko eporisii

Vanoda kundishaisa zororo
Kunditongera angu mabororo
Kundigarira pasi sechikoro
Kuba mufaro ana mbavha gororo

Ndabvuma wani mhosva Changamiree
Ndabvuma wani ndakatadzaa ishee wanguu

Kana zvichibuda ngazvibude
Kana zvichidhakwa ngazvidhakwe
Asi usandiite murandaa
Nekuda kwemhosva yandakapara
Kana zvichibuda ngazvibude
Kana kukanda masofa panze
Asi usandiite muranda
Ndiri muunhuwo ndinokanganisa

Ndiri munhu ndinokanganisa
Asi hazvisi zvega zvandoraramira
Pandinokanya ndinotombogaya
Kuti mangwana zvichazondibaya

Muhupenyu tinombofamba makawanda
Tinosangana nezvakawanda matoshanda
Zvimwe munoita muchiti makahwanda
Asi mangwana zvinozokuita muranda

Panozouya nguva yekuputikirwa
Wako chaiye anokupandukira
Iyo ndiyo nguva yekubatirirwa
Kusvipwa kana neaimbokufurira

Ndabvuma wani mhosva Changamiree
Ndabvuma wani ndakatadzaa ishee wanguu

Kana zvichibuda ngazvibude
Kana zvichidhakwa ngazvidhakwe
Asi usandiite murandaa
Nekuda kwemhosva yandakapara

Kana zvichibuda ngazvibude
Kana kukanda masofa panze
Asi usandiite muranda
Ndiri muunhuwo ndinokanganisa

Munhu anoda kukutongera hupenyu
Hwako akawana paanokukubatira
Munhu anoda kukuchinja magariro ako
Akaita nyaya yako yaanoziva

Ingava hama muvakidzani kana shamwari
hanzi tozvitaura iwe mariburitsa mari
Nda tsvaga ndashaya zvirinani
Itai ya magaya ndasiya kuna Mwari

Ndiribvumaranda handisi muranda
Mukandinyanyira matombo ndokanda
Ndiribvumavaranda ndisu vana dhewa
Vayevaye wavaziva vairehwaa

Ndabvuma wani mhosvaChangamiree
Ndabvuma wani ndakatadzaa ishee wanguu
Ndakakanganisaaa
Ndakakanyanisaaa
Ndiregererewoo mumweee wanguu

Kana zvichibuda ngazvibude
Kana zvichidhakwa ngazvidhakwe
Asi usandiite murandaa
Nekuda kwemhosva yandakapara

Kana zvichibuda ngazvibude
Kana kukanda masofa panze
Asi usandiite muranda
Ndiri muunhuwo ndinokanganisa

Yeehhh iyeyeyehh ehh
Uwoo uwoohohohoohohh
Wellyouknowsehmbaremeseh
Asi usandiite murandaaa
Yee iyeeaaah uwo uwoo
Followmeden

Kana zvichidhakwa ngazvidhakwee
Asi usandiite muranda
Yo aya t bangbangbang

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2020


Album : Seh Calaz @ 30 (Album)


Copyright : (c) 2020


Added By : Huntyr Kelx

SEE ALSO

AUTHOR

SEH CALAZ

Zimbabwe

Seh Calaz  is a multi -award winning Zimbabwean Dancehall Reggae Artist. ...

YOU MAY ALSO LIKE