Home Search Countries Albums

Shine Like A Star

ROKI Feat. PAULINE

Shine Like A Star Lyrics

Mauro azuro
Ndichangoti kotsirei
Ndakarota
Ndakagara newe 
Masai sai egungwa 
Akandisesedza 
Asi, ndipepuke ndiye aaah

Mauro e last night pandakarara 
Ndiwe wandakarota 
Ruvara se ngoda aa waipenya 
Ngirozi yemu hope nzangu
Shine like a star unopenya
Muhupenyu hwanguu uri nyerezdzi inopenya
Muhupenyu hwanguu
Shine like a star, like a star, like a star
Uri nyerezdzi inopenya
Muhupenyu hwanguu

Ndichangoti pepukei
Ndiye aah
Sangana neni kuchiri kuseni
Ndikati ndiye wangu uyu ndiye ega aa
Nhasi ndakuona 
Ndiwe aaah
Wangu ndegaa 

Hakazi kekutanga ndichipepuka 
Nyeredzi ndzichi tswibida 
Chimbondiyemera ndirikukutsvaga ngirozi yemuhope dzangu
 Shine like a star unopenya
Muhupenyu hwanguu uri nyerezdzi inopenya
Muhupenyu hwanguu
Shine like a star, like a star, like a star
Uri nyerezdzi inopenya
Muhupenyu hwanguu

Handina kurara pandasvika pazere wangu
Ndikakuona iwewe 
Handichakusiye ndiye wangu
Ndiye nyeredzi yemuhope dzangu

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2021


Album : Shine Like A Star (Single)


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

ROKI

Zimbabwe

Rockford Josphat (born on July 7, 1985), better known by his stage names Roki or Rocqui, is a Zimbab ...

YOU MAY ALSO LIKE