Home Search Countries Albums

Anovhura Nzira

JOYFULL PRAISE CHOIR

Anovhura Nzira Lyrics

Anovhura nzira, pasina nzira
Ndi jeso chete
Ndi jeso chete
Anovhura nzira, pasina nzira
Ndi jeso chete
Anovhura nzira, pasina nzira
Ndi jeso chete
Anovhura nzira, pasina nzira
Ndi jeso chete
Anovhura nzira, pasina nzira
Ndi jeso chete

Jeso chikakarara, jeso muvhuri wenzira
Handirasike
Jeso chikakarara, jeso muvhuri wenzira
Handirasike
Jeso chikakarara, jeso muvhuri wenzira
Handirasike
Jeso chikakarara, jeso muvhuri wenzira
Handirasike

Anovhura nzira, pasina nzira
Ndi jeso chete
Anovhura nzira, pasina nzira
Ndi jeso chete
Anovhura nzira, pasina nzira
Ndi jeso chete
Anovhura nzira, pasina nzira
Ndi jeso chete

Jeso chikakarara, jeso muvhuri wenzira
Handirasike
Jeso chikakarara, jeso muvhuri wenzira
Handirasike
Jeso chikakarara, jeso muvhuri wenzira
Handirasike
Jeso chikakarara, jeso muvhuri wenzira
Handirasike

Muzizvi wenzira mufambi wayo
Ndiye ka jeso
Wafamba neni
Watungamira
Muzizvi wenzira mufambi wayo
Ndiye ka jeso
Wafamba neni
Watungamira
Muzizvi wenzira mufambi wayo
Ndiye ka jeso
Wafamba neni
Watungamira
Muzizvi wenzira mufambi wayo
Ndiye ka jeso
Wafamba neni
Watungamira
Muzizvi wenzira mufambi wayo
Ndiye ka jeso
Wafamba neni
Watungamira

Jeso chikakarara,jeso muvhuri wenzira
Handirasike
Jeso chikakarara,jeso muvhuri wenzira
Handirasike
Jeso chikakarara,jeso muvhuri wenzira
Handirasike
Jeso chikakarara,jeso muvhuri wenzira
Handirasike

Step by step (step by step )
Mafamba ( mafamba)
Neni  (neni)
Step by step (step by step )
Mafamba ( mafamba)
Neni  (neni)
Step by step (step by step )
Mafamba ( mafamba)
Neni  (neni)
Step by step (step by step )
Mafamba ( mafamba)
Neni  (neni)
Step by step (step by step )

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2021


Album : Anovhura Nzira (Single)


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

JOYFULL PRAISE CHOIR

Zimbabwe

Joyfull Praise Choir is a Gospel Musical group and artist development ...

YOU MAY ALSO LIKE