Chinyarara Nyika Lyrics
Rima richapera
Dura richazara
Nzizi dzoerera
Nyarara nyika nyarara
Rima richapera
Dura richazara
Nzizi dzoerera
Nyarara nyika nyarara
(Rima richapera
Dura richazara
Nzizi dzoerera
Nyarara nyika nyarara
Rima richapera
Dura richazara
Nzizi dzoerera
Nyarara nyika nyarara)
Chinyarara nyika
Chinyarara nyika yangu
Chinyarara nyika
Chinyarara nyika yangu
Rima richapera
Dura richazara
Nzizi dzoerera
Nyarara nyika nyarara
Rima richapera
Dura richazara
Nzizi dzoerera
Nyarara nyika nyarara
Rima richapera
Dura richazara
Nzizi dzoerera
Nyarara nyika nyarara
Rima richapera
Dura richazara
Nzizi dzoerera
Nyarara nyika nyarara
Rima richapera
Dura richazara
Nzizi dzoerera
Nyarara nyika nyarara
Rima richapera
Dura richazara
Nzizi dzoerera
Nyarara nyika nyarara
Ndaona goho zhinji
Ndaona goho zhinji
Ndaona goho zhinji
Ndaona goho zhinji
Ndaona goho zhinji
Ndaona goho zhinji
Ndaona goho zhinji
Ndaona goho zhinji
Rima richapera
Dura richazara
Nzizi dzoerera
Nyarara nyika nyarara
Rima richapera
Dura richazara
Nzizi dzoerera
Nyarara nyika nyarara
Rima richapera
Dura richazara
Nzizi dzoerera
Nyarara nyika nyarara
Rima richapera
Dura richazara
Nzizi dzoerera
Nyarara nyika nyarara
WATCH VIDEO
ABOUT THIS SONG
Release Year : 2022
Album : Chinyarara Nyika (Single)
Added By : Farida
SEE ALSO
AUTHOR
TAKESURE ZAMAR NCUBE
Zimbabwe
Takesure Zamar Ncube, also known as Tk “Zamar” is a born again Christian and an ardent b ...
YOU MAY ALSO LIKE