Home Search Countries Albums

Ndanga ndisina kuziva kuti
Rudo rwedu ruchanakidza so
Ndanga  ndisati ndaziva kuti
Baby wangu unonakidza so
Ihaa, so ah kuti vamwe venyu vacharwadziwa so
Ihaa so kuti kune vamwe vacharwadziwa so
Ndanga ndisina kuziva kuti
Rudo rwedu ruchanakidza so
Ndanga  ndisati ndaziva kuti
Baby wangu unonakidza so
Ihaa so ndaisaziva kuti rudo
Rwechokwadi runonakidza so
Love yahoo irikuchuruka
Irikuita kunge iri kudirwa sauce
Imi vanovenga ndinzwei
Babe wangu ndomuda zvamuchose
Kunyangwe mukataura taura tinomhanya by fire by force
Utori moto urikukuchidzira ende ndikukuziya
Baby kana neniwo ndikukuchidzira saka haumbodzima
Hum, iwe neni takapengesana takapenga takatodziya
Hatife takapesana munzira yerudo baby unozviziya

Ndanga ndisina kuziva kuti
Rudo rwedu ruchanakidza so
Ndanga  ndisati ndaziva kuti
Baby wangu unonakidza so
Ihaa, so ah kuti vamwe venyu vacharwadziwa so
Ihaa so kuti kune vamwe vacharwadziwa so
Ndanga ndisina kuziva kuti
Rudo rwedu ruchanakidza so
Ndanga  ndisati ndaziva kuti
Baby wangu unonakidza so
Love me, I love you baby
Get me I get you yah you know
Kiss me I kiss you
Hold me I hold you baby I love you
I wanna get you everyday
Handidi kutsanya ndikatofa nenzara
I got you baby
I got you my baby my
You know that I got you ever day
Ndoda kukuisa muzone ndoda ufile some type away
Baby iwe kusvika the real love
Yavasingafe vaita iye
Handife ndakusiya kusvikira ndakita angori makiihii

Ndanga ndisina kuziva kuti
Rudo rwedu ruchanakidza so
Ndanga  ndisati ndaziva kuti
Baby wangu unonakidza so
Ihaa, so ah kuti vamwe venyu vacharwadziwa so
Ihaa so kuti kune vamwe vacharwadziwa so
Ndanga ndisina kuziva kuti
Rudo rwedu ruchanakidza so
Ndanga  ndisati ndaziva kuti
Baby wangu unonakidza so

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Added By : Farida


Release Year : 2021


Album : So (Single)


Genre :

SEE ALSO

AUTHOR

TANTO WAVIE

Zimbabwe

Tanto Wavie is a Zimbabwean musician ...

YOU MAY ALSO LIKE