Nhare Yangu Lyrics

Ndichagara pasi naye
Naye Jesu toyanana
Chinyarara moyo wangu
Muhuvepo hwake Jesu
Ndichagara pasi naye
Naye Jesu toyanana
Chinyarara moyo wangu
Muhuvepo hwake Jesu
Ndichamuudza nyaya dzose
Dzinonetsa moyo wangu
Ndotura mitoro yose
Kuna Jesu
Nhare Yangu
Ndichamuudza nyaya dzose
Dzinonetsa moyo wangu
Ndotura mitoro yose
Kuna Jesu
Nhare Yangu
Ndichagara pasi naye
Naye Jesu toyanana
Chinyarara moyo wangu
Muhuvepo hwake Jesu
Ndichagara pasi naye
Naye Jesu toyanana
Chinyarara moyo wangu
Muhuvepo hwake Jesu
Ndichamuudza nyaya dzose
Dzinonetsa moyo wangu
Ndotura mitoro yose
Kuna Jesu
Nhare Yangu
Ndichamuudza nyaya dzose
Dzinonetsa moyo wangu
Ndotura mitoro yose
Kuna Jesu
Nhare Yangu
Ndichamuudza nyaya dzose
Dzinonetsa moyo wangu
Ndotura mitoro yose
Kuna Jesu
Nhare Yangu
Ndichamuudza nyaya dzose
Dzinonetsa moyo wangu
Ndotura mitoro yose
Kuna Jesu
Nhare Yangu
WATCH VIDEO
ABOUT THIS SONG
Release Year : 2022
Album : Nhare Yangu (Single)
Added By : Farida
SEE ALSO
AUTHOR
TAKESURE ZAMAR NCUBE
Zimbabwe
Takesure Zamar Ncube, also known as Tk “Zamar” is a born again Christian and an ardent b ...
YOU MAY ALSO LIKE