Ndichengetedzei Munyasha Lyrics

Mumazuva akaipa
Vazhinji vachirasika
Mwari nhai mwari
Ndirangarirei wo mwari
Mumazuva akaipa
Vazhinji vachirasika
Mwari nhai mwari
Ndirangarirei wo mwari
Ndichengetedzei munyasha
Ndichengetedzei munyasha
Ndichahwanda, ndigohwanda
Munyasha dzenyu
Ndichengetedzei munyasha
Ndichengetedzei munyasha
Ndichahwanda, ndichahwanda
Munyasha dzenyu
Apo zuva rodoka
Mweya wangu wavekuenda
Mwari nhai mwari
Ndirangarirei wo mwari
Apo zuva rodoka
Mweya wangu wavekuenda
Mwari nhai mwari
Ndirangarirei wo mwari
Ndichengetedzei munyasha
Ndichengetedzei munyasha
Ndichahwanda, ndichahwanda
Munyasha dzenyu
Ndichengetedzei munyasha
Ndichengetedzei munyasha
Ndichahwanda, ndichahwanda
Munyasha dzenyu
Mumarwadzo
Muzvirwere
Kushaiwa
Nemuvavengi
Mwari nhai mwari
Ndirangarirei wo mwari
Ndichengetedzei munyasha
Ndichengetedzei munyasha
Ndichahwanda, ndichahwanda
Munyasha dzenyu
Ndichengetedzei munyasha
Ndichengetedzei munyasha
Ndinoda, kugara
Munyasha dzenyu
Ndichengetedzei munyasha
Ndichengetedzei munyasha
Ndichahwanda, ndichahwanda
Munyasha dzenyu
Ndichengetedzei munyasha
Ndichengetedzei munyasha
Ndichahwanda, ndichahwanda
Munyasha dzenyu
Ndichengetedzei munyasha
Ndichengetedzei munyasha
Ndichahwanda, ndichahwanda
Ndichahwanda, ndichahwanda
Ndichahwanda, ndichahwanda
Munyasha dzenyu
Ndichengetedzei munyasha
Ndichengetedzei munyasha
Ndichahwanda, ndichahwanda
Munyasha dzenyu
Ndichengetedzei munyasha
Ndichengetedzei munyasha
Ndichahwanda, ndichahwanda
Munyasha dzenyu
Ndichengetedzei munyasha
Ndichengetedzei munyasha
Ndichahwanda, ndichahwanda
Munyasha dzenyu
Mumarwadzo
Muzvirwere
Kushaiwa
Nemuvavengi
Mwari nhai mwari
Ndirangarirei wo mwari
Mumazuva akaipa
Vazhinji vachirasika
Mwari nhai mwari
Ndirangarirei wo mwari
WATCH VIDEO
ABOUT THIS SONG
Release Year : 2022
Album : Ndichengetedzei Munyasha (Single)
Added By : Farida
SEE ALSO
AUTHOR
TAKESURE ZAMAR NCUBE
Zimbabwe
Takesure Zamar Ncube, also known as Tk “Zamar” is a born again Christian and an ardent b ...
YOU MAY ALSO LIKE