Home Search Countries Albums

Nyota

BAZOOKER

Nyota Lyrics

Inzwaika mudhara
Inini muno ndigonera zvenyu mudhara
Haa muno ndiitira zvenyu mudhara
Fanika smart muno tsikira mudhara

Chii chamuno tikwadzira
Inzwaika mudhara
Apa nhasi munezi Jaguar rimwe asekuru
Risinga oneke kana panoiswa peturu
Kughetto ndimi munonzi matateguru

Vane malebhuru inzwaika mudhara
Machain amuru kurova mazuva ano
Plus kakin kwenyu mudhara
Hutano plus munofitwa nema jean

----
----

 

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2021


Album : Nyota (Single)


Copyright : (c) 2021


Added By : Huntyr Kelx

SEE ALSO

AUTHOR

BAZOOKER

Zimbabwe

Bazooker  real name  Bazooker Ndajamuk Kandabuka is a dancehall artist from Zibambwe. ...

YOU MAY ALSO LIKE