Home Search Countries Albums

Zvironda

QOUNFUZED

Muchindiona kudai kusangowonda
Moyo wangu wakazara zvironda
Muchindiona kudai kusangowonda
Moyo wangu wakazara zvironda

Haa wuu hut ese takamborwadziswa
Haa wuu asi ngatidanane nemoyo wedu wese
Haa wuu hu ndofunga tese takarasiswa
Haa wuu hu asi ngatidanane nemoyo wedu wese
Saka usandifananidzira nevakaenda
Chero paunopopota nyaya yekundibatanidzira ndakaivenga
Papi pandichapedza nguva yako
Ndichikutambisira ndichi pretender
Baby wangu don’t worry usazofurirwa neshamwari
Dzichichikusimbisa rudo mari
Zvauri zvakasiyana nezvavari
Gyal i love you a lo lo lo lo lo lo lot
Gyal i love you a lo lo lo lo lo lo lot
Gyal i love you a lo lo lo lo lo lo lot
Gyal i love you a lo lo lo lo lo lo lot

Haa wuu hut ese takamborwadziswa
Haa wuu asi ngatidanane nemoyo wedu wese
Haa wuu hu ndofunga tese takarasiswa
Haa wuu hu asi ngatidanane nemoyo wedu wese
Dzekumukoto mumukoto mumukoto
Ngatisiye nyaya dzemumukoto
Bopoto bopoto bopoto, ngatidzinge mweya webopoto
Usazondipa rudo rwekumanikidzira
Usaite kahunhu kekundifungidzira
Kuti ndine mumwe wandiri kupuruzira
Zvinosimudza mhepo usashurudzira

Muchindiona kudai kusangowonda
Moyo wangu wakazara zvironda
Muchindiona kudai kusangowonda
Moyo wangu wakazara zvironda

Haa wuu hut ese takamborwadziswa
Haa wuu asi ngatidanane nemoyo wedu wese
Haa wuu hu ndofunga tese takarasiswa
Haa wuu hu asi ngatidanane nemoyo wedu wese
Gyal i love you a lo lo lo lo lo lo lot
Gyal i love you a lo lo lo lo lo lo lot
Gyal i love you a lo lo lo lo lo lo lot
Gyal i love you a lo lo lo lo lo lo lot

Baby wangu don’t worry usazofurirwa neshamwari
Saka usandifananidzira nevakaenda
Chero paunopopota nyaya yekundibatanidzira ndakaivenga

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Added By : Farida


Release Year : 2021


Album : Zvironda (Single)


Genre :


Copyright : ©2021

SEE ALSO

AUTHOR

QOUNFUZED

Zimbabwe

Qounfuzed is a Zimbabwean musician. ...

YOU MAY ALSO LIKE