Home Search Countries Albums

Washaiwa Ruzivo

JOYFULL PRAISE CHOIR

Washaiwa Ruzivo Lyrics

Waishaiwa ruzivo, saka wadzokera shure
Waishaiwa ruzivo, saka wadzokera shure
Mweya mutsvene waMwari, ndiwo unotibatsira

Mumwe ashaiwa mari, ndaona odzokera shure
Mumwe ashaiwa utano, ndaona odzokera shure
Zvimwe kushaiwa mwana, kwaita udzokere shure
Kunesu vakamugamuchira Jesu wakatipa simba
Rekunzi vana vaMwari, tiri muna Jesu
Naizvozvo naMweya Mutsvene, nesuwo tinokundawo

Waishaiwa ruzivo, saka wadzokera shure
Waishaiwa ruzivo, saka wadzokera shure
Mweya mutsvene waMwari, ndiwo unotibatsira
Mweya mutsvene waMwari, ndiwo unotibatsira
Waishaiwa ruzivo, saka wadzokera shure
Waishaiwa ruzivo, saka wadzokera shure
Mweya mutsvene waMwari, ndiwo unotibatsira
Mweya mutsvene waMwari, ndiwo unotibatsira

Vhura shoko uverenge, usazodkera shure
Iwe uverenge, usazodkera shure
Vhura shoko uverenge, usazodkera shure
Iwe uverenge, usazodkera shure
Paizvi zvose naMweya Mutsvene tiri vakundi
Paizve zvose naMweya Mutsvene, nesuwo tinokundawo
Paizvi zvose naMweya Mutsvene tiri vakundi
Paizvi zvose naMweya Mutsvene tiri vakundi
Paizvi zvose naMweya Mutsvene tiri vakundi
Paizvi zvose naMweya Mutsvene tiri vakundi
Paizvi zvose naMweya Mutsvene tiri vakundi
Paizvi zvose naMweya Mutsvene tiri vakundi
Paizvi zvose naMweya Mutsvene tiri vakundi
Paizvi zvose naMweya Mutsvene tiri vakundi

Tiri vakundi, Tiri vakundi
Tiri vakundi, Tiri vakundi

Tiri vakundi, Tiri vakundi
Tiri vakundi, Tiri vakundi

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG

Release Year : 2021

Album : Washaiwa Ruzivo (Single)

Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

JOYFULL PRAISE CHOIR

Zimbabwe

Joyfull Praise Choir is a Gospel Musical group and artist development ...

YOU MAY ALSO LIKE