Home Search Countries Albums

Pandichamuka

HOLY TEN

Pandichamuka Lyrics


Pandichamuka pandichazenge ndamuka
Ndicha, argh, ndichanochengeta musha
Pandicha bvunzwa, pandichazenge ndabvunzwa
Ndichati ndine mavanga. Vakandipikira munzwa
Vakanditsika tsika, vakanditsika mutsipa
Vakandirwisa, vakatosiya vapfiga mimba

Pandichamuka pandichazenge ndamuka
Ndinemavanga vakandipikira munzwa
Baba vepano, baba vepano vadhakwa maone
Vachazobatika kumaone, vachadzoka
Vakati tambai muchadzana

Vakazvigaya mambama
Vanoti rice racho makanga
Vanoti ndandichada yekuTanganda. Vato mucheeky
Ndiri munhu wenyama, sha
Usandidaro, Hamberi pevana vangu
Ndine mufaro, wakanditora kune hama dzangu
Waka bvisa rusambo, wakandizora munyama wangu

Pandichamuka, pandicha zenge ndamuka
Ndicha, ndichanochengeta musha
Pandicha bvunzwa, pandichazenge ndabvunzwa
Ndichati ndine mavanga. Vakandipikira munzwa
Vakandipfekera munzwa ava, vakandisetera guva ava

Ndakazvinyengera, dai ndakazviterera
Pandakanzi chenjera kuda mbwa
Kune zvirwere kwamuno tamba
Saka ndanyora tsamba, Ini ndaenda
Vana ndinavo, zvagara munovaramba
Unotopenga, marova ini, marova mwana, marova chamba
Makanaka makarara asi kungomuka matova n'anga

Pandichazenge ndamuka
Ndichanochengeta musha
Ndinemavanga wakandipfekera munzwa

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2021


Album : Risky Life (Album)


Copyright : (c) 2021


Added By : Huntyr Kelx

SEE ALSO

AUTHOR

HOLY TEN

Zimbabwe

Holy Ten real name Mukudzei Chitsama (born in 18 Nov 1998) is a Rapper/Singer & Producer from Zi ...

YOU MAY ALSO LIKE