Home Search Countries Albums

9ine Lyrics

Let go, 9 Aiwa kana I don't wanna let go
Kamutambiro kauri kuita
Song payatanga kurira kamufariro kacho kawaita
Kuita kunge urikutyoka chiuno
Ndianiko akukoka kuno

Haaa
Slow whine
Munda uyu ndodawo kuhukohwa ini
Chiuno kuita sechiri kudrawer 9ine
Hameno hako mama vakakuona uri urikurohwa
(Raw 9)

Chiuno chake kunge propeller
Vasingagone huyai muzokupera
Ndokumbirawo kukochekera
Besu rako richiombera
Ndine skiri randiri kuda kuyedza
Wakandigarira uchitenderedza
Ndakakubata chete handimbokuregedza
Kugwedebedza kudzamara kunze kwayedza

Kamutambiro kauri kuita
Song payatanga kurira kamufariro kacho kawaita
Kuita kunge urikutyoka chiuno
Ndianiko akukoka kuno

Haaa
Slow whine
Munda uyu ndodawo kuhukohwa ini
Chiuno kuita sechiri kudrawer 9ine
Hameno hako mama vakakuona urikurohwa ahh
(Raw 9)

Hoo
Wakatakura zvinhu zvevanhu four
Aiwa kana I don't wanna let go
Ndiwe uri kurira zvasvika kana next door
Une mhere
Saka babe kahunhu akaka kakabvepi
Ungazviite here munana Daddy
Chivakashure chinozadza saga bag
Mukaka babe, wakakabepi

Kamutambiro kauri kuita
Song payatanga kurira kamufariro kacho kawaita
Kuita kunge urikutyoka chiuno
Ndianiko akukoka kuno

Haaa
Slow whine
Munda uyu ndodawo kuhukohwa ini
Chiuno kuita sechiri kudrawer 9ine
Hameno hako mama vakakuona urikurohwa haa
Raw 9
Slow whine
Kamutambiro
Slow whine
Chiuno kuita sechiri kudrawer
Tyoka tyoka
Slow whine

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2020


Album : 9ine (Single)


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

QOUNFUZED

Zimbabwe

Qounfuzed is a Zimbabwean musician. ...

YOU MAY ALSO LIKE