Home Search Countries Albums

Video Call

QOUNFUZED

Would you take me to be what I want you to take me to be
(Ndokumbirawo kupihwawo rudo)
Would you take me to be what I want you to take me to be

When I saw you for the first time
Runako rwako ndorwakandituma kukuti hi
Ndokumbirawo number tigoita FaceTime
Manheru tigotaura kusvika tarara
Kutaura tiri two
Just me and you
I will show you what to do
But you gotta feel it too

Allow me to love you
Allow me to love you girl
Allow me to love you
Ko ngatiite video call
Oouh wuuu wuuu wuu wuu
Oouh wuuu
Ko ngatiite video call
Oouh wuuu wuuu wuu wuu
Oouh wuuu
Ko ngatiite video call

Ndaona wanyarara ndikati zvimwe warara
Muka chimhandara
Ndoda tigotandara
Ndiudzewo kana waneta
Unoziva handidi kukunetsa
Zvowondioneka ko tatotaura here
Mari irimo muphone usakate ndoda kutaura newe
Zvowoti bye bye ko tatobhuya here
Macents arimo muphone usakate Bhebhi usakate Sha

Ndoda iwe uri one
Chero pakauya miriyani
Baby handife ndakubirira ba
Ndichange ndakamirira
Ndoda iwe uri one
Chero pakauya miriyani
Baby handife ndakubirira ba
Ndichange ndakamirira

Allow me to love you
Allow me to love you girl
Allow me to love you
Ko ngatiite video call
Oouh wuuu wuuu wuu wuu
Oouh wuuu
Ko ngatiite video call
Oouh wuuu wuuu wuu wuu
Oouh wuuu
Ko ngatiite video call

Pafeya une zvinhu zvako
Musiki vakakupa double double
Baby wakadengezera tsapo
Saka wakandida zvinhu zvabho
Ukandibvuma tava couple
Tovoka mhuri yava collabo
Wozorambawo uri humble
Asi wakandiramba yava tirabho

Ndinoda iwe uri one
Chero pakauya miriyani
Baby handife ndakubirira baa
Ndichange ndakamirira
Ndinoda iwe uri one
Chero pakauya miriyani
Baby handife ndakubirira baa
Ndichange ndakamirira

Allow me to love you
Allow me to love you girl
Allow me to love you
Ko ngatiite video call
Oouh wuuu wuuu wuu wuu
Oouh wuuu
Ko ngatiite video call
Oouh wuuu wuuu wuu wuu
Oouh wuuu
Ko ngatiite video call

Do you take me to be what I want you to take me to be
Tione tosvika kupi
Tisatambise nguva hupenyu hupfupi
Do you take me to be what I want you to take me to be
Ndizove a better guy
Till the very day that I die

Ndokumbirawo kupihwawo Rudo
Ndokumbirawo kupihwawo Rudo
Ndokumbirawo kupihwawo Rudo
Ndokumbirawo kupihwawo Rudo
Ngatiite Video Call

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Added By : Farida


Release Year : 2020


Album : Video Call (Single)


Genre :

SEE ALSO

AUTHOR

QOUNFUZED

Zimbabwe

Qounfuzed is a Zimbabwean musician. ...

YOU MAY ALSO LIKE