Home Search Countries Albums

Gamuchirai

JAH PRAYZAH

Gamuchirai Lyrics


Zvakanaka, hatichadi kurunga mukaka
Zvimwe tichareva tasangana
Zvakadaro zvakanaka
Zvakanaka, kunamwari tingori varanda
Kutonga kwake hakuna mupanda
Tochingoti zvakanaka, zvakanaka
Chikomo chiye chakoromoka mambo haya, haya
Chikomo chiye chakoromoka mambo haya, haya
Varume mvura yadeuka yairera nherera nherera iyi
Vasikana mvura yadeuka yairera nherera
Raiva denhe reruzivo mambo
Mwedzi muchena chena chena wee

Yanga iri nzou hono yaikuma
Saka mhuru dzinosara naniko
Samanyanga gorerino inga matibaya
Yanga iri nzou hono yaikuma
Saka mhuru dzinosara naniko
Samanyanga gorerino inga matigona

Varume gomba, guva ramuchachera
Mweya uchadarika nemugore jena
Mhuka huru we tichasimudzira ndima
Kana masvika motisimbisira dhewa
Varume gomba, guva ramuchachera
Mweya uchadarika nemugore jena
Mhuka huru we tichasimudzira ndima
Kana masvika motisimbisira dhewa

Mai Maria musande gamuchirai
Hona samanyanga igamba chengetai
Kana vasvika muchamutswa nengoma
Zvanaka, zvanaka
Haiwa mai Maria musande gamuchirai
Hona samanyanga igamba chengetai
Kana vasvika muchamutswa nengoma
Zvanaka, zvanaka
Haiwa mai Maria musande gamuchirai
Hona samanyanga igamba chengetai
Kana vasvika muchamutswa nengoma
Zvanaka, zvanaka

Inga makasakura nzira mukazarura haiwa iwa
Nzou tirangarire muriko kunyika inoyera haiwa iwa
Tine moyo inorema yakaramba kudzoreka yaramba Baba
Tine moyo inorema yakaramba kudzoreka yaramba
Hoyi hoyi hoere haiye hoere haiwa iwa
Handire, handire vasikana musare munyengetere
Hoyi hoyi hoere haiye hoere haiwa iwa
Handire, handire vasikana musare munyengetere
Hoyi hoyi hoere haiye hoere haiwa iwa
Handire, handire vasikana musare muchengetere
Hoyi hoyi hoere haiye hoere haiwa iwa
Handire, handire kudanana ndikotinoda

Varume gomba, guva ramuchachera
Mweya uchadarika nemugore jena
Mhuka huru we tichasimudzira ndima
Kana masvika motisimbisira dhewa
Varume gomba, guva ramuchachera
Mweya uchadarika nemugore jena
Mhuka huru we tichasimudzira ndima
Kana masvika motisimbisira dhewa

Mai Maria musande gamuchirai
Hona samanyanga igamba chengetai
Kana vasvika muchamutswa nengoma
Zvanaka, zvanaka
Haiwa mai Maria musande gamuchirai
Hona samanyanga igamba chengetai
Kana vasvika muchamutswa nengoma
Zvanaka, zvanaka
Haiwa mai Maria musande gamuchirai
Hona samanyanga igamba chengetai
Kana vasvika muchamutswa nengoma
Zvanaka, zvanaka

Nzira dzamakafamba ndidzoka dzatinoronda
Dzakanakisawo nzou zvamaironga
Ha ruhu vakomana runoponda nenherera dzofa nenyota
Nzira dzamakafamba ndidzoka dzatinoronda
Dzakanakisawo nzou zvamaironga
Ha ruhu vakomana runoponda nenherera dzofa nenyota

Mai Maria musande gamuchirai
Hona samanyanga igamba chengetai
Kana vasvika muchamutswa nengoma
Zvanaka, zvanaka
Haiwa mai Maria musande gamuchirai
Hona samanyanga igamba chengetai
Kana vasvika muchamutswa nengoma
Zvanaka, zvanaka
Haiwa mai Maria musande gamuchirai
Hona samanyanga igamba chengetai
Kana vasvika muchamutswa nengoma
Zvanaka, zvanaka

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2019


Album : Gamuchira (EP)


Added By : Afrika lyrics

SEE ALSO

AUTHOR

JAH PRAYZAH

Zimbabwe

Jah Prayzah (born on July 4, 1987 in Uzumba, Zimbabwe), is a Zimbabwean contemporary musician and le ...

YOU MAY ALSO LIKE