Home Search Countries Albums

Tanga Tidhekwe

QOUNFUZED Feat. POPTAIN

Tanga Tidhekwe Lyrics

Nezuro takahusveta
Takuhukweva , Takahupepeta
Takahuwumburudza , Takahukungurutsa
Takahuchoncha , Tikazoponja
 
Yakatanga iri one one
Ikita two two, Ikaita three three
Ndokuzoita four four
Ipapo ranga rava mumusoro
Yakatanga iri one one
Ikita two two , Ikaita three three
Ndokuzoita four four
Ipapo ranga rava mumusoro

Nazuro tanga tidhekwe
Tanga tidhekwe , Tanga tidhekwe  (Mhamba )
Nezuro tanga tidhekwe  (Hwahwa)
Tanga tidhekwe , Tanga tarohwa nebhawa

Nezuro ndaiita mashiripiti
Mari yandivava kunga gwirikiti
Vamwe vainwa une magodo sefuriziti
Ini ndainwa wakadaro ndichipisa diti
Zuro takaita hwekupepeta
Kupepeta kupepeta
Taisanwa zviya zvekuchengeta
Humwe takasiya tahusendeka
Zvose ndaingokambira
Asikana ndanga ndakazhangandira
Wese ane doro ndichikmbira
Ino ndangosara ndichitondera
Kusvika pakuzvipanzira Nekurutsira kwandinorojera
Chazikonera ndeiro nhodyera
Zvorondiunzira zvakundiwonza ahh

Yakanga iri one one
Ikita two two, Ikaita three three
Ndokuzoita four four
Ipapo ranga rava mumusoro
Yakatanga iri one one
Ikita two two , Ikaita three three
Ndokuzoita four four
Ipapo ranga rava mumusoro

Tanga tidhekwe Tanga tidhekwe Tanga tidhekwe
Tanga tidhekwe Tanga tidhekwe  (Mhamba )
Tanga tidhekwe Tanga tidhekwe Tanga tidhekwe
Tanga tidhekwe Tanga tidhekwe  (Nemhamba )

Ndakahunta Ndakaneta  Ndakanitwa
Mupeta unobata  Pakazenge pashata
Baba shero vakageza nahwo
Ndokuzora butter
Tumwe tuzvimoko  Twaimbondiganzira
Tuchindivhairira  Tuchindiwanzira
Wakandipinzira tuchindikumbira
Kuyi ndigozotounzira
Game over game over game over
Vamwe vachizomuka Nehang over
Hwahwa ibhasikoro  Saka ndohuchovha
Chero kubasa ndorovha

Yakanga iri one one
Ikita two two  Ikaita three three
Ndokuzoita four four
Ipapo ranga rava mumusoro
Yakatanga iri one one
Ikita two two  Ikaita three three
Ndokuzoita four four
Ipapo ranga rava mumusoro

Nazuro tanga tidhekwe
Tanga tidhekwe  Tanga tidhekwe  Tanga tidhekwe
Nazuro tanga tidhekwe  Tanga tidhekwe
Nazuro tanga tidhekwe  Tanga tidhekwe
Nazuro tanga tidhekwe  Tanga tidhekwe
Tanga tidhekwe tanga tidhekwe
Nazuro tanga tidhekwe  Tanga tidhekwe

Nezuro takahusveta  Takuhukweva (ksg )
Takahuwumburudza  Takahukungurutsa
Professor lalo  Tikazoponja
Kuita setiri pabirthday
Setiri pabirthday  Setiri pabirthday
Kuita setiri pabirthday
Setiri pabirthday  Setiri pabirthday

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2021


Album : Tanga Tidhekwe (Single)


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

QOUNFUZED

Zimbabwe

Qounfuzed is a Zimbabwean musician. ...

YOU MAY ALSO LIKE