Home Search Countries Albums

Ndini Ndinaye

TAKURA Feat. GZE

[HOOK]
Ndini ndinaye
Mwana wenyu ndini ndinaye
Shewe ndini ndinaye
Mudon wenyu ndini ndinaye, Ahh

[VERSE 1]
Ndozvazvino bhowera
System yako ye curfew
Kungodai wawoneka
Mira mhani iwe mhani
Take it easy for me
I don’t wanna do this on my own
Yvy Calm down
Ndoda kuti uzodzokera when the sun down
Bata pasi busser wine
Hanty ndiwe wati une appetite
Ini handinzwe mushe when you’re outtta sight
Iwe usandi pushe running outta time, Oooweee
Mama needs a reason oouu
Tell her ndina VaShonhai
Ndichauya naye makseni
Ini ndichauya naye pa den

[HOOk]
Ndini ndinaye
Mwana wenyu ndini ndinaye
Shewe ndini ndinaye
Mudon wenyu ndini ndinaye, Ahh

[VERSE 2]
Saka ndichi protester
System yako yema depature
This time i won4t let you leave my side
Saka if you wanna vibe you call my line
I’ll be on deck waiting for your love
I’ll be on deck waiting for your love yeaaah
Bata pasi busser wine
Hanty ndiwe wati une appetite
Ini handinzwe mushe when you’re outtta sight
Iwe usandi pushe running outta time, Oooweee
Mama needs a reason oouu
Tell her ndina VaShonhai
Ndichauya naye maksen
Ini ndichauya naye pa den

[HOOK]
Ndini ndinaye
Mwana wenyu ndini ndinaye
Shewe ndini ndinaye
Mudon wenyu ndini ndinaye, Ahh

[VERSE 3: GZE]
Two mabhuru, iyi tsvakirai kuno
Tipirai tezvara tirikungwava rusambo
Asi nhasi tirikutsvedza nebango, ma eats emudziva tozochipindira pa dance floor
Ndiriku grinder naye tiripaguyo, chi slow motion achikurunga chiwuno
Mhamba hwemazambiringa tichinzwa reggae Tichiraura
tiri muchikepe keta ka dutty whine veta sele
I'm just to score fanike pele, chibuda munhanga ndiravidze manhanga
Special meat kuseva nehanga fanike safe sex ndokuprotector
Dai matobvonga jembi amai mhofela tazadza rufaro seto supporter dembare
Relationship goals paden patete hande

[HOOK]
Ndini ndinaye
Mwana wenyu ndini ndinaye
Shewe ndini ndinaye
Mudon wenyu ndini ndinaye, Ahh

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Added By : Farida


Release Year : 2020


Album : Starsigns (EP)


Genre :


Copyright : © One Entertainment, distributed exclusively by Jungle Entertainment Ventures

SEE ALSO

AUTHOR

TAKURA

Zimbabwe

Takura Tendayi is a Zimbabwean singer and songwriter. ...

YOU MAY ALSO LIKE