Home Search Countries Albums

Kusvika Pa Rufu

BRIAN NHIRA

Kusvika Pa Rufu Lyrics

 

Ndaisaziva
kuita kwerudo
Kumoyo
Wakaperera

Ndakaziva chokwadi
Pandakasangana newe
Zvino Moyo wangu
Wavawako zvachose

Ndiwe wandinoda kutamba naye
Hupenyu hwangu hwese
Ndiwe wandinoda kum-bundi-kira
Ndisingaregedze

Usipo ndinosurikirwa
Usipo ndino- rasika
Gara pedyo neni
Hupenyu hwangu hwese
Usipo ndinosurikirwa
Usipo ndinopera simba
Ndinoda rudo rwako
Kusvika pa rufu

Ichokwadi here ichi
Chekuti ndakuwana
Uyo moyo wangu
Waishuvirwa

Nditsunyewo
Ndirikurota here
Ndinotenda Mwari
Ichi ichokwadi

Ndiwe wandinoda kutamba naye
Hupenyu hwangu hwese
Ndiwe wandinoda kumbundikira
Ndisingaregedze

Usipo ndinosurekirwa
Usipo ndinorasika
Gara pedyo neni
Hupenyu hwangu hwese
Usipo ndinosurikirwa
Usipo ndinopera simba

Ndinoda rudo rwako
Kusvika pa rufu

Handi-tyi kuzvitaura
Kuti wava zvese zvangu
Handityi kukuudza
Ndino-tya ramangwana usipo

Usipo ndinosurikirwa
Usipo ndino-rasika
Gara pedyo nen
Hupenyu hwangu hwese
Usipo ndinosurikirwa
Usipo ndinopera simba
Ndinoda rudo rwako
Kusvika pa rufu

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2020


Album : Kusvika Pa Rufu (Single)


Copyright : ? & © 2020 Brian Nhira Music, LLC.


Added By : Afrika Lyrics

SEE ALSO

AUTHOR

BRIAN NHIRA

Zimbabwe

Brian Nhira is a US-based musician originating from Zimbabwe. ...

YOU MAY ALSO LIKE