Dzimwe Nguva Lyrics
Dzimwe nguva ndombonzwa kuda keneta
Ndaneta usaneta zvinhu zvacho ka zvinorema
Dzimwe nguva ndombonzwa kuda keneta
Ndaneta usaneta zvinhu zvacho ka zvinorema
Ndoda kuvapisa mushini
Ndoda kuvaona vachitamba inini
Ndandi go, round go
Makaipa kureva inini
Zvandoda, zvandoshuwira hazvisati zvaita
Zvandoda ndichashingirira kushvika zvaita
Dzimwe nguva ndombonzwa kuda keneta
Ndaneta usaneta zvinhu zvacho ka zvinorema
Dzimwe nguva ndombonzwa kuda keneta
Ndaneta usaneta zvinhu zvacho ka zvinorema
Mwari wangu makanaka ndichitarisa kwandabva
Kwandabva zvandipa kuona kwandinoenda
Handina zororo
Handina zororo
Ndichazorora ndasvika ikoko
Dzimwe nguva ndombonzwa kuda keneta
Ndaneta usaneta zvinhu zvacho ka zvinorema
Dzimwe nguva ndombonzwa kuda keneta
Ndaneta usaneta zvinhu zvacho ka zvinorema
Ndoda kuvapisa mushini
Ndoda kuvaona vachitamba inini
Ndandi go, round go
Makaipa kureva inini
Zvandoda, zvandoshuwira hazvisati zvaita
Zvandoda ndichashingirira kushvika zvaita
Dzimwe nguva ndombonzwa kuda keneta
Ndaneta usaneta zvinhu zvacho ka zvinorema
Dzimwe nguva ndombonzwa kuda keneta
Ndaneta usaneta zvinhu zvacho ka zvinorema
Dzimwe nguva ndombonzwa kuda keneta
Ndaneta usaneta zvinhu zvacho ka zvinorema
Dzimwe nguva ndombonzwa kuda keneta
Ndaneta usaneta zvinhu zvacho ka zvinorema
WATCH VIDEO
ABOUT THIS SONG
Release Year : 2021
Album : Dzimwe Nguva (Single)
Added By : Farida
SEE ALSO
AUTHOR
TOCKY VIBES
Zimbabwe
Tocky Vibes, Born Obey Makamure and popularised, is a Kambuzuma based upcoming musician in the ...
YOU MAY ALSO LIKE