Home Search Countries Albums

Marry Anne/Mariana Lyrics


Mariana Mariana
Ndarota tichitobua kumaroro
Nyika ickidengenyeha makorokoto
Wandibira moyo wangu baby uri gororo
Panyama nemweya asi uchindiga zororo
Nhaime iwe ndirimumafuro manyoro
Rudo rwandipinda numwongo zvinyoronyoro
Pabva paita separouverma chihoko
Kadanana neme,kudya namambo
Baby zva jesu, ndinokuda ndinokuda
And baby zvamuchose ndinofunga ndinofunga
Baby zva Jesu, ndinokuda ndinokuda

Mariana Mariana Mariana Mariana Mariana
Mariana Mariana Mariana Mariana Mariana
Mariana a aah mariana

Ndaona veruzhinji vaine godo
Vachichina long type yatiinayo
Inoita senge moto matabwira pachi
Huchi hutsva kuchangomorwa mumukoko
Nhaiwe iwe ndirimumafuro manyoro
Rudo rwandipinda numwongo zvinyoronyoro
Pabva paita separouverma chihoko
Kadanana neme,kudya namambo
Baby zva Jesu, ndinokuda ndinokuda
And baby zvamuchose ndinofunga ndinofunga
Baby zva jesu, ndinokuda ndinokuda

Mariana Mariana Mariana Mariana Mariana
Mariana Mariana Mariana Mariana Mariana
Mariana a aah mariana

Baba vako ndovakudza nei, Shuwiro yavo ndiizadzise
Amai vako ndoovatenda sei, Mufaro wavo ndiuzadzikise
Baba vako ndovakudza nei, Shuwiro yavo ndiizadzise
Amai vako ndoovatenda sei, Mufaro wavo ndiuzadzikise
Baby zva Jesu, ndinokuda ndinokuda
And baby zvamuchose ndinofunga ndinofunga
Baby zva Jesu, ndinokuda ndinokuda

Mariana Mariana Mariana Mariana Mariana
Mariana Mariana Mariana Mariana Mariana
Mariana a aah mariana

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2020


Album : Marry Anne/Mariana (Single)


Added By : Ulrich

SEE ALSO

AUTHOR

NYASHA DAVID

Zimbabwe

Nyasha David is a Zimbabwean musician. ...

YOU MAY ALSO LIKE