Home Search Countries Albums

Unozondida Here?

BRIAN NHIRA

Unozondida Here? Lyrics

ko ndikasazotaura
ko ndikasazodya
ko ndikaremara
Unozondida here?
kana ndikarwara
Ndichikunonotsa
Ndika-kona kukumirira
Unozondida here?

[CHORUS]
Munguva dzakaoma
Hupenyu hwarema
Zvese zvatajaira zvayenda
kunze kwa kwidibira
Ndangariro dzapera
Unozondida here?
Unozondida here?

ko ndikava chinetso
Ndichikugumbura
pasina chakanaka
Unozondida here?
Dai ndaiziva remangwana
Iyi ivimbiso yandisingakwanise
Muzvakanaka ne zvakaipa
Ngatichengete rudo rwedu

[CHORUS]
Munguva dzakaoma
Hupenyu hwarema
Zvese zvatajaira zvayenda
kunze kwa kwidibira
Ndangariro dza-pera
Unozondida here?
Unozondida here?

Dai ndai taurazve
Ndaikurangaridza
Patakatanga kupinda murudo
Takanga tiri vadiki
Rudo rwakasimba
Ndangariro dzehusiku dzinounza kukufunga
Dai ndai taurazve
Ndaikurangaridza
Patakatanga kupinda murudo
Takanga tiri vadiki
Rudo rwakasimba
Ndangariro dzehusiku dzinounza kukufunga

[CHORUS]
Munguva dzakaoma
Hupenyu hwarema
Zvese zvatajaira zvayenda
kunze kwakwidibira
Ndangariro dzapera
Unozondida here?
Unozondida here?
Unozondida here?
Unozondida here?

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2020


Album : Unozondida Here? (Single)


Copyright : © 2020 Brian Nhira Music, LLC.


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

BRIAN NHIRA

Zimbabwe

Brian Nhira is a US-based musician originating from Zimbabwe. ...

YOU MAY ALSO LIKE