Home Search Countries Albums

Ndinewe

SEH CALAZ

Ndinewe Lyrics

Yeeeh yehyehyehyehyeh
Wellyouknowsehmbaremeseh hahhhh
Oh my ohmy ndineweeee
Checkcheckcheckcheck Ndineweeee
Wellyouknowsehmbaremeseh uwwooaah

Mukusuwa ndinewe mu kufara ndinewe
Zvinouya zvingatiwane asi inini ndinewe
Mukusuwa ndinewe mu kufara ndinewe
handife ndakaku siya ndinewe ndinewe

Iyeii! Love is sweet and sour
inombotapira rinombovava
Inombo simbisa yopedza power
Asi ndinokuda every hour

Rudo rwako rune shuga
Runondibvisa pfungwa dze kutamba njuga
Urimumagumbeze handimbofugaa
Kana nhamo dzedu hapana wandoo udza
Tingori 2 cheteee oh hohohoo
Iwe neniiii oh hohoho
NeiNeiiii oh hoho oh ohoh
Yehyeh yeh yehh ohohohoho

Mukusuwa ndinewe mukufara ndinewe
Zvinouya zvingatiwane asi inini ndinewe
Mukusuwa ndinewe mukufara ndinewe
Handife ndakaku siya ndinewe ndinewe

Iyeiyeiyei
You're my sunshine
You're my sweet potato
You will always be mine
uri yangu Bholato

Ndiwe wandinodaa Ndakazvipira ah aha
Kunaye kupise Kutonhore inini ndinomira newe
Unondiona ndiripo Ndakangokutsigiraa
Ah ah yeh ah ah Inini ndinomira newe
Ende kana Ndichiti ndomira newe
Paye pazvinooma
Shamwari dzavashomaaa ahh
Ndomira neweeeeehh

Mukusuwa ndinewe mu kufara ndinewe
Zvinouya zvingatiwane asi inini ndinewe
Mukusuwa ndinewe mu kufara ndinewe
Handife ndakaku siya ndinewe ndinewe 
Handife ndakaku siya ndinewe ndinewe 

Ohmy ohmy ohmy ohmy ohmy ohmyyy
Nanananananaahhh
Yeyeyeyeyeeehh
Bang followmedeennn

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2020


Album : Seh Calaz @ 30 (Album)


Copyright : (c) 2020


Added By : Huntyr Kelx

SEE ALSO

AUTHOR

SEH CALAZ

Zimbabwe

Seh Calaz  is a multi -award winning Zimbabwean Dancehall Reggae Artist. ...

YOU MAY ALSO LIKE