Home Search Countries Albums

Uchandifunga

ROKI

Uchandifunga Lyrics

Chintaulila
Now tell me, now tell me

Waigaro ndisimbisa nezvangu ndega
Wakati nzechifreak zvese wakarega
Ndobva mwoyo wangu waubaya nezidagger
Girl I thought that I was your king
Ndakadzi pinda nzvimbo dzese dzawaipinda
Ndikaudza zvese zvawaita
Ndikaudza zvemasas ese awaiplotter
Ndaindo kurambira like not my queen
Nemamassage ese awaitambira
Zvese mema massage awaitumira
Ndinotenda jahjah vakapindira
Meso yengu yakavhurika
I told you uchandifunga, ndisisakuda
Dai wakandi taulila kuti hauchadi
Now tell me tell me, what’s a king without a queen
I told you uchandifunga, ndisisakuda
Dai wakandi taulila kuti hauchadi
Now tell me tell me, what’s a king without a queen

Waigaro ndisimbisa nezvangu ndega
Wakati zvechifreak zvese wakarega
Ndobva mwoyo wangu waubaya nezidagger
Girl I thought that I was your king
Nemamassage ese awaitambira
Zvese mema massage awaitumira
Ndinotenda jahjah vakapindira
Meso yengu yakavhurika
I told you uchandifunga, ndisisakuda
Dai wakandi taulila kuti hauchadi
Now tell me tell me, what’s a king without a queen
I told you uchandifunga, ndisisakuda
Dai wakandi taulila kuti hauchadi
Now tell me tell me, what’s a king without a queen
I told you uchandifunga, ndisisakuda
Dai wakandi taulila kuti hauchadi
Now tell me tell me, what’s a king without a queen

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2021


Album : Uchandifunga (Single)


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

ROKI

Zimbabwe

Rockford Josphat (born on July 7, 1985), better known by his stage names Roki or Rocqui, is a Zimbab ...

YOU MAY ALSO LIKE