Home Search Countries Albums

Kumba

TYFAH GUNI Feat. NOX

Kumba Lyrics


Yeeeh uuuuhh
It’s Mr President again
Oh nanana, oh nanana, oh nana nana

Mudiwa zvandirenmeraa
Handichakwanise kugara ndega
Zvazondiremera
Handichakwanise kugara ndega
Dai wauya kumba, kumba, kumba ah oh yeah
Wauya kumba, kumba, kumba
(Mr president again)

Baby ndinozvishuvira kumuka uripa side pangu
Kana pa chest pangu, baby
Baby kana amai ndakaudza kuti ndichauya naye
Mama muroora wenyu kumusha
Ndangariro dzondibaya, asi ndoziva uchadzoka
Zvevamwe vanhu hazvina basa
Takazvivharisa, vavengi muchatitarira
Tichiidya iyo tafura
Ndichakutsvoda vakatarira
Ooh oooh, lidiwa zvandiremeraa
Handichakwanise kugara ndega
Zvazondiremera
Handichakwanise kugara ndega
Dai wauya kumba, kumba, kumba ah oh yeah
Wauya kumba, kumba, kumba

Hona nguva yareba ndakatarisira
Ndakaringa nzira, wakandivimbisa
Mazuva awanda makore aberekana
Uchaya riniko, mudiwa wangu
Hona kugara ndega, handichada
Kurarama ndega, kwandikurira
Ndaneta kutarisa calendar for ma holidays
Kunge vana vechikoro isu tichidanana
Mudiwa zvandiremeraa
Handichakwanise kugara ndega
Zvazondiremera
Handichakwanise kugara ndega
Dai wauya kumba, kumba, kumba ah oh yeah
Wauya kumba, kumba, kumba

Baby I need you right now
Baby I need you right now
Darling I need you right now
Baby I need you right now
Kana ndisinewe ndopengereka
I’ll be feeling the heet’o
Huya undidziise mu winter
Looking outta my window
Wanzwa nekubvuzwa na tindo
I’ll be feeling the heet’o
Huya undidziise mu winter
Looking outta my window
Wanzwa nekubvuzwa na tindo

Mudiwa zvandiremeraa
Handichakwanise kugara ndega
Zvazondiremera
Handichakwanise kugara ndega
Dai wauya kumba, kumba, kumba ah oh yeah
Wauya kumba, kumba, kumba

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2022


Album : King Of The South (Album)


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

TYFAH GUNI

Zimbabwe

Tyfah Guni is a Zimbabwean musician ...

YOU MAY ALSO LIKE