Home Search Countries Albums

Goodbye

QOUNFUZED

Goodbye Lyrics


Rudo rwakafa
Haruna kuzosvika far
Rudo rwakafa

I wish I never lied
There's things I wish I did not hide ooh
Kuita magame netuvanhu twepaside
Hameno chaindiita ndidaro
Asi rudo rwangu rwese ndaikupawo
Hameno pamwe waitondidarowooo
Asi moyo wangu wese ndanga ndakupa kuti ooh

Wakambo wevhana Goodbye
Nemunhu wawaiti ucha spender naye life
Unobva washaya kuti kudanana kwacho kuri pai
Ooh nemunhu wawaiti ucha spender naye life

Ndaisava faithful pandaikunyima time yako ndichiti ndiri muchi circle
Vanhu vese vaizviona waitova chiseko
Pakati pedu pakanga pasisina trust
Taizodanana sei ko ooh huu ooh huu ohh
Nyaya yakatanga pama password
Zvikaita sepava nemasecret
Zvinhu ndokubva zvaita different
Wava kunditora sendiri friend

Pandakaudza mai vako nyaya dzedzu ndainge ndarasika
Ndava kungoti chero zvazvaita ngaadzoke nekukasika
Ndainge ndapererwa nemazano ndaitoona vachindibatsirawo
Mushure mekuona kuti hapana aikwanisa kuzvigadzira

Wakambo wevhana Goodbye
Nemunhu wawaiti ucha spender naye life
Unobva washaya kuti kudanana kwacho kuri pai
Nemunhu wawaiti ucha spender naye life oooh

Akazondirwadzisa hongu
Paripo pandaitadza
Asi kazhinji ndaiyedza kumufadza
Mashoko ake akandirwadza ekuti
I don't love you anymore

Mariro nekuti rudo  rwakafa
Rudo rwedu haruna kuzosvika far
Mariro nekuti rudo rwakafa mariro erudo

Wakambo wevhana Goodbye
Nemunhu wawaiti ucha spender naye life
Unobva washaya kuti kudanana kwacho kuri pai
Ooh nemunhu wawaiti ucha spender naye life

I wish I never lied
There's things I wish I did not 8hide
Kuita magame netuvanhu twepaside
Hameno chaindiita kuti ndidaro
Asi rudo rwangu rwese ndaikupawo
Hameno pamwe waitondidaro
Asi moyo wangu wese ndanga ndakupa kuti ooh

Wakambo wevhana Goodbye
Nemunhu wawaiti ucha spender naye life
Unobva washaya kuti kudanana kwacho kuri pai
Ooh Nemunhu wawaiti ucha spender naye life
Wakambo wevhana Goodbye
Nemunhu wawaiti ucha spender naye life
Unobva washaya kuti kudanana kwacho kuri pai
Ooh Nemunhu wawaiti ucha spender naye life

Mariro nekuti rudo  rwakafa
Rudo rwedu haruna kuzosvika far
Mariro nekuti rudo rwakafa mariro erudo

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2021


Album : Goodbye (Single)


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

QOUNFUZED

Zimbabwe

Qounfuzed is a Zimbabwean musician. ...

YOU MAY ALSO LIKE