Handina Lyrics
Zvausinga kwanise
Chingosiya zvichipfura
Nguva yababa ichakwana
Uchazviwana zvaunoshuwa
Inini moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Ndangoti moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Inini moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Ndangoti moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Unoda kuti ndiite, zvisinga diwe
Unoda kuti ndiite, zvisinga bvumirwwe
Nekuti moyo wangu une ruchiva
Asi ini mumwe wako handidi izvozvo
Unoda ndikutende neiko
Ini ndakazvarirwa kuvarombo
Nekuti pauno ndipinza pamwe pakaoma
Nenguva tunondiisa yacho yakaoma
Inini moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Ndangoti moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Inini moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Ndangoti moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Ndangoti dai waikwanisa
Waikwanisa kumirira nguva
Nekuti yako ichasvika nguva
Hatikanganwe akasika zuva
Kunze pakuchaedza kuchapisa
Pakuchadoka richanyura
Kwedu ichauyawo nguva yezhizha
Pamwe pacho moyo wangu chingo gutsikana
Inini moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Ndangoti moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Inini moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Ndangoti moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Unoda kuti ndiite, zvisinga diwe
Unoda kuti ndiite, zvisinga bvumirwe
Nekuti moyo wangu une ruchiva
Asi ini mumwe wako handidi izvozvo
Unoda ndikutende neiko
Ini ndakazvarirwa kuvarombo
Nekuti pauno ndipinza pamwe pakaoma
Nenguva tunondiisa yacho yakaoma
Inini moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Ndangoti moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Inini moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Ndangoti moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
WATCH VIDEO
ABOUT THIS SONG
Release Year : 2021
Album : Conscious Diary (EP)
Added By : Farida
SEE ALSO
AUTHOR
YOU MAY ALSO LIKE