Home Search Countries Albums

Handipere Power

NUTTY O

Handipere Power Lyrics

Blessed is the man
Who have been through alot
Keep going higher higher

No obstacle coulda come get me done
Kwandabva kure look how far where me go
Higher is the only road
Hona kune level (level)
No obstacle coulda come get me done
Kwandabva kure look how far where me go
Higher is the only road
Hona kune level (level)

Ndange ndichingovabaya baya
Neni vanoona faya faya
Ahhh handipere power huh huh
Ndange ndichingovabaya baya
Neni vanoona faya faya
Ahhh handipere power
Handipere power, power
Into the faya, faya
Handipere power, power

Ndavapinea pressure but haisi pressure
Isha vangu vajandiita kuti ndive special
Hantifanane pa level that’s the education
Wanga ndiri tressure ndabikwa under pressure
Ndaka polishwa polishwa,kuti ndiite better
Ndachinja generation ukaramba uri hater,unoda revelation
Une zvinokunetsa
Andine simba remucheche kicker,kicher hepa
Ndiriseni ndozvuramba,ma sicki ishe rambai muchiVaranga
Makombarero angu muchi mapamba
I pray for elevation, vanonditumira mamhrpo i say back to sender
Unonuepa iwe ugh huh

Ndange ndichingovabaya baya
Neni vanoona faya faya
Ahhh handipere power huh huh
Ndange ndichingova baya baya
Neni vanoona faya faya
Ahhh handipere power
Handipere power, power
Into the faya, faya
Handipere power, power
Handipere power
Handipere power, power
Into the faya, faya
Handipere power, power
Keep going higher, higher oou

No obstacle coulda come get me done
Kwandabva kure look how far where me go
Higher is the only road
Hona kune level (level)
No obstacle coulda come get me done
Kwandabva kure  ndichikwira makomo
Higher is the only road
Hona kune level (level)

Ndange ndichingovabaya baya
Neni vanoona faya faya
Ahhh handipere power huh huh
Ndange ndichingova baya baya
Neni vanoona faya faya
Ahhh handipere power
Handipere power,power
Into the faya, faya
Handipere power,power
Handipere power
Handipere power,power
Into the faya, faya
Handipere power,power
Keep going higher, higher oou

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2021


Album : Mustard Seed (Album)


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

NUTTY O

Zimbabwe

Nutty O is a supremely talented Zimbabwean singer/songwriter plying the Afrodancehall, Reggae, Dance ...

YOU MAY ALSO LIKE