Home Search Countries Albums

Cry no more

JAH PRAYZAH

Cry no more Lyrics


Urikuda chii baby
Ita wagwizi
Ndine kamwe ka touch so
Yeah eeeh eeeehoooh iyee aaaah ooo iye ma woman
Muromo wangu
Unoburitsa mashoko akaoma
Ndomuka ndichidemba
Zvakareva muromo wangu
Kuita kwangu
Kunoenda semombe yemashanga
Ndizvozvo kwangu
Neshanje dzangu
Dzinodarika mwero pamwe pacho
Ipapo ndipo
Pakashatira shanje dzangu
Heee darlie
Izororo, izororo
Chaunoda darlie
Izororo izororo
Cry no, cry no more
Forever you are my woman
Cry no, cry no more
Forever you are my woman
Mwazi dedemu
Pachedu moyo unengoni
Forever you are my woman
Mwazi dedemu
Pachedu moyo unengoni
Forever you are my woman
Takatsidzirana chitsidzo cherudo
Inga ndakakukumbira
Iwe wakandisunungura
Kusimbaradza dzinde rerudo
Darlie wakauya mudima kunge zuva
Ndine chikumbiro
Chikumbiro ndechekundiso
Darlie kuchauya, mhepo nekusuwa
Ndine chikumbiro
Chikumbiro ndechekundiso
Darlie kuchauya kufara nemaruva

Cry no, cry no more
Forever you are my woman
Cry no, cry no more
Forever you are my woman
Mwazi dedemu
Pachedu moyo unengoni
Forever you are my woman
Mwazi dedemu
Pachedu moyo unengoni
Forever you are my woman

Dai nda ndinani aidai hany’a neni
Darlie
Aizondida ndiani
Until the day i die
Dai nda ndinani aidai hany’a neni
Darlie
Aizondida ndiani
Until the day i die

Mazuva anosiyana
Asi moyo wangu hauzokanganwa
Kuti iyeye, ndiyeye
Waunaye
Miyedzo ikauya
Moyo wangu unondiyeuchidza
Kuti iyeye, ndiyeye
Waunaye
Chaunoda darlie
Izororo, izororo
Chaunoda darlie
Izororo, izororo

Cry no, cry no more
Forever you are my woman
Cry no, cry no more
Forever you are my woman
Mwazi dedemu
Pachedu moyo unengoni
Forever you are my woman
Mwazi dedemu
Pachedu moyo unengoni
Forever you are my woman

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2021


Album : Cry no more (Single)


Copyright : (c) 2021 Military Touch Movement


Added By : Afrika Lyrics

SEE ALSO

AUTHOR

JAH PRAYZAH

Zimbabwe

Jah Prayzah (born on July 4, 1987 in Uzumba, Zimbabwe), is a Zimbabwean contemporary musician and le ...

YOU MAY ALSO LIKE