Home Search Countries Albums

Hazvigone

MEEK HEIR

Hazvigone Lyrics

Umwe wangu chimoko changu
Umwe wangu chimoko changu
Umwe wangu chimoko changu, mmmm

Vanoda tirambane
Kuti tisiyane
But hazvigone 
Handizvione
Babe vanoda tirambane
Kuti tisiyane
But hazvigone
Handizvione

I can't do without you (thout you)
I can't live without you (thout you)
Babe I'll fight for you (for you)
Do anything for you (my girl my girl)

Hanzi haana mari musiye (musiye)
Hanzi haana mota musiye (musiye)
Hanzi haana dhiri musiye (but unondida hautereri)
Hanzi haana mari musiye (musiye)
Hanzi haana mota musiye (musiye)
Hanzi haana dhiri musiye (ah)

Vanoda tirambane 
Kuti tisiyane but hazvigone 
Handizvione
Babe vanoda tirambane (vanoda tirambane)
Kuti tisiyane 
But hazvigone (handizvione ini)
Handizvione

Babe I got you I promise
I'll be here I promise
You my dear I promise
I won't leave I promise
You came into my life and you changed my story

Hanzi haana mari musiye
Hanzi haana mota musiye
Hanzi haana dhiri musiye (but unondida hautereri)
Hanzi haana mari musiye (musiye)
Hanzi haana mota musiye (musiye)
Hanzi haana dhiri musiye (ah)

Vanoda tirambane (vanoda tirambane)
Kuti tisiyane (vanoda tisiyane)
But hazvigone 
Handizvione
Babe vanoda tirambane (vanoda tirambane)
Kuti tisiyane (vanoda tisiyane)
But hazvigone (handizvione ini)
Handizvione

Babe I’m here for you
Yeah I’ll fight for you
Said I’ll die for you
Do anything for you
Vanoda tirambane, kuti siyane
But hazvigone, popdaddy

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2021


Album : Loverboy (EP)


Copyright : (c) 2021


Added By : Huntyr Kelx

SEE ALSO

AUTHOR

MEEK HEIR

Zimbabwe

Meekheir Panashe Pendu, better known as Meek Heir is a Zimbabwean Rapper, Singer, Songwriter & E ...

YOU MAY ALSO LIKE