Home Search Countries Albums

Asi Nhai Jeso

JOYFULL PRAISE CHOIR

Asi Nhai Jeso Lyrics

Asi nhai jeso, makandida ndakadi sei
Nemhosva dzandinadzo
Mukanditora mukandiita wenyu
Asi nhai tenzi wangu, zvamunoita zvinondichemedza 
Makaita mudiki nekuda kwangu
Mukandifira pamuchinjikwa
Asi nhai jeso,makandida ndakadi sei
Nemhosva dzandinadzo
Mukanditora mukandiita wenyu
Asi nhai tenzi wangu,zvamunoita zvinondichemedza 
Makaita mudiki nekuda kwangu
Mukandifira pamuchinjikwa

Gore riye makashewedza zita rangu
Ropa renyu rikandirewerera
Rugare nenyasha zvinonditewera 
Mwoyo wangu uzere nekutenda
Gore riye makashewedza zita rangu
Ropa renyu rikandirewerera,
Rugare nenyasha zvinonditewera 
Mwoyo wangu uzere nekutenda

Asi nhai jeso,makandida ndakadi sei
Nemhosva dzandinadzo
Mukanditora mukandiita wenyu
Asi nhai tenzi wangu,zvamunoita zvinondichemedza 
Makaita mudiki nekuda kwangu
Mukandifira pamuchinjikwa

Gore riye makashewedza zita rangu
Ropa renyu rikandirewerera,
Rugare nenyasha zvinonditewera 
Mwoyo wangu uzere nekutenda
Gore riye makashewedza zita rangu
Ropa renyu rikandirewerera,
Rugare nenyasha zvinonditewera 
Mwoyo wangu uzere nekutenda
Gore riye makashewedza zita rangu
Ropa renyu rikandirewerera,
Rugare nenyasha zvinonditewera 
Mwoyo wangu uzere nekutenda
Gore riye makashewedza zita rangu
Ropa renyu rikandirewerera,
Rugare nenyasha zvinonditewera 
Mwoyo wangu uzere nekutenda

Mazvita henyu Jesu
Mazvita henyu Jesu
Mazvita henyu Jesu
Mazvita henyu Jesu
Mazvita henyu Jesu
Mazvita henyu Jesu
Mazvita henyu Jesu
Mazvita henyu Jesu
Mazvita henyu Jesu
Mazvita henyu Jesu
Mazvita henyu Jesu
Mazvita henyu Jesu

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2021


Album : Asi Nhai Jeso (Single)


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

JOYFULL PRAISE CHOIR

Zimbabwe

Joyfull Praise Choir is a Gospel Musical group and artist development ...

YOU MAY ALSO LIKE