Nzira Lyrics

Yahwe Yahwe, ndivhenekere Yahwe
Yahwe Yahwe, ndivhenekere Yahwe
Yahwe Yahwe, ndivhenekere Yahwe
Yahwe Yahwe, ndivhenekere Yahwe
Yahwe Yahwe, ndivhenekere Yahwe
Yahwe Yahwe, ndivhenekere Yahwe
Chenesa nzira yoku famba nayo
Chenesa nzira, Chenesa nzira
Yoku famba nayo
Chenesa nzira yoku famba nayo
Chenesa nzira, Chenesa nzira
Yoku famba nayo
Chenesa nzira yoku famba nayo
Chenesa nzira, Chenesa nzira
Yoku famba nayo
Chenesa nzira yoku famba nayo
Chenesa nzira, Chenesa nzira
Yoku famba nayo
Nzira yatino famba nayo irima
Hatiwoni patinotsika ringa ringa mwari tiwone
Mwari tiwone, chenese nzira
Nzina yatino famba nayo irima kani
Hatiwoni patinotsika mwari ringa ringa tiwone
Mwari tiwone, chenese nzira
Chenesa nzira yoku famba nayo
Chenesa nzira, Chenesa nzira
Yoku famba nayo
Chenesa nzira yoku famba nayo
Chenesa nzira, Chenesa nzira
Yoku famba nayo
I look to you
I walk with you
When my feet get slow
Father I will know you are with me
I look to you
I walk with you
When my feet get slow
Father I will know you are with me
Chenesa nzira yoku famba nayo
Chenesa nzira, Chenesa nzira
Yoku famba nayo
Chenesa nzira yoku famba nayo
Chenesa nzira, Chenesa nzira
Yoku famba nayo
Yahwe Yahwe, ndivhenekere Yahwe
Yahwe Yahwe, ndivhenekere Yahwe
Yahwe Yahwe, ndivhenekere Yahwe
Yahwe Yahwe, ndivhenekere Yahwe
Yahwe Yahwe, ndivhenekere Yahwe
Yahwe Yahwe, ndivhenekere Yahwe
Chenesa nzira yoku famba nayo
Chenesa nzira, Chenesa nzira
Yoku famba nayo
Chenesa nzira yoku famba nayo
Chenesa nzira, Chenesa nzira
Yoku famba nayo
Yoku famba nayo
WATCH VIDEO
ABOUT THIS SONG
Release Year : 2022
Album : I Am Favoured (Album)
Added By : Farida
SEE ALSO
AUTHOR
YOU MAY ALSO LIKE