Home Search Countries Albums

Muranda Achaita King

VOLTZ JT

Muranda Achaita King Lyrics

Hanzi shanda kunge slave  Here king
Jacks on the tracks
JT

Hanzi shanda kunge slave here king
Ndenge ndiri pagrind ndokubata ndaita free
Ndombodzima phone available manheru
Just before i sleep of course hapashaike vanosayiza masinhi
But kwandiri hazvina deal cuz manje manje muranda achaita king
Cuz manje manje muranda achaita king

Hanzi shanda kunge slave here king
I’ll be on my own ndichi minder hangu business 
Vanhu Havana nice ness
Vanhu vanoda violence 
Mastreets ari peaceless, ndombodzima phone 
Sezvo ndichamborova hangu works kunge slave
Svika ndava your highness 
Hanzi voltz ndiwe ukupisa zvaizvevi 
Batika muma streets inini ndendichitoda 
But schedule iri tight, tight eeh
Tight zvekudaro okay, tight like jean 
Ndicharora kaslay queen but kanotya mwari
Ndogona kutofano mutsvaga izvezvi ndisina mari
Cuz I  inini don’t trust vanouya after mari Anyways 
Manje manje muranda achaita king 
Manje manje muranda achaita king 
Manje manje muranda achaita king 
Manje manje muranda achaita king 

Hanzi shanda kunge slave here king
Ndenge ndiri pagrind ndokubata ndaita free
Ndombodzima phone available manheru
Just before i sleep of course hapashaike vanosayiza masinhi
But kwandiri hazvina deal cuz manje manje muranda achaita king
Cuz manje manje muranda achaita king
Manje manje muranda achaita king 
Hanzi shanda kunge slave here king, okay
Plan ndeyekushanda nezviripo
Zviripa grounp mazuvano haundiwane
Mumaround asina basa maround asina profit 
Mucity mune mabasa mucity mune ma office
I know wake up for CEO’s and managers pambare
That will be working hard vachimhanyisa masinhi 
After vaita mari voita kunge varikunganza 
Vakuti ndipeyi space aana boys 
Mukunditira noise, mukunditisa loss 
Please lower your voice wakagara mumota mangu
Musanditire force espeacially pamari yangu 
Machats angu awanda dakuchinja number dzangu anyways

Hanzi shanda kunge slave here king
Ndenge ndiri pagrind ndokubata ndaita free
Ndombodzima phone available manheru
Just before i sleep of course hapashaike vanosayiza masinhi
But kwandiri hazvina deal cuz manje manje muranda achaita king
Manje  manje muranda achaita king
Hanzi shanda kunge slave here king

Painful

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2021


Album : Muranda Achaita King (Single)


Copyright : © 2021 Letter Z Music Factory and Jecha Trap Music.


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

VOLTZ JT

Zimbabwe

Voltz Jt is a Zimbabwean musician ...

YOU MAY ALSO LIKE