Makanyanya Lyrics

Mwari munondikundisa eh eh eh
Makanyanya
Mwari imi mune rudo rwakanyanya
Makandibvisa pakawanda
Pazhinji pacho panga pakashata
Mumapapiro enyu ndichihwanda
Mwari imi mune rudo rwakanyanya (rwakanyanya)
Makandibvisa pakawanda (pakawanda)
Pazhinji pacho panga pakashata (pakashata)
Mumapapiro enyu ndichihwanda (ndichihwanda)
Ndichaimba mbiri nerumbidzo
(Mbiri nerumbidzo, mbiri nerumbidzo)
Tokupai tokupai
Mbiri nerumbidzo, mbiri nerumbidzo)
Tokupai tokupai)
Anotumira masoja (edenga)
Kuzo dealer nemaboora (ngoma)
Ndakatengwa nekudeuka (kweropa)
Nguva dzeve ndinochengetwa (nedenga)
Nvasha dzenyu dzinondi bvumbamirira nguva dzose
Kutanga miriwa nedenga zvakakosha
Kunyange ndisina ka zvangu one mota ndinorumbidza
Futi futi ndakakomborerwa
Madhimoni anditolarate
Rakauya andisekerere
Futi futi mwari wangu zimonya
Zvinhu zvese zvinonetsa ndongo zviudza kuti
Ha ha ha ha ha ha ha ha ibyapa usandutysonya
Futi futi mwari wangu zimonya
Kukupa zvese zvaunoda anogona
(Mbiri nerumbidzo, mbiri nerumbidzo)
Tokupai tokupai
Mbiri nerumbidzo, mbiri nerumbidzo)
Tokupai tokupai
Mbiri nerumbidzo, mbiri nerumbidzo)
Tokupai tokupai
Mbiri nerumbidzo, mbiri nerumbidzo)
Tokupai tokupai)
Panguva dzana Abraham, mhoze, jekobu naissaca
Vaimuziva achinzi Jehovah Rapha
Zvino inini ndoti Jehovah makanyanya
Kutarisa hupenyu hwangu ndongona hanya
Handina kana 1 day randakashaya sadza
Hanzi nekuti ini ndoda church ndatova tsaga but chii
Mira uone manie handisati ndatangga
Vamwe vachiri busy kutsvaga bag ini ndakuda saga
Hant mdara wajose akamupa juzi recolour
Inini ndichapihwa riri (Gucci wamhamha)
Futi futi mwari wangu zimonya
Zvinhu zvese zvinonetsa ndongo zviudza kuti
Ha ha ha ha ha ha ha ha ibyapa usandutysonya
Futi futi mwari wangu zimonya
Kukupa zvese zvaunoda anogona
(Mbiri nerumbidzo, mbiri nerumbidzo)
Tokupai tokupai
Mbiri nerumbidzo, mbiri nerumbidzo)
Tokupai tokupai
Mbiri nerumbidzo, mbiri nerumbidzo)
Tokupai tokupai
Mbiri nerumbidzo, mbiri nerumbidzo)
Tokupai tokupai)
Iri mari vessed (ehe bvisa)
Tithe neOfferina (zvese bvisa)
Tatumira ngirozi vedenga (dhizhaa)
Warohwa nekarate iwee (ifa)
Chingoziva kuti mwari anokomborera
Nguva dzese anogara akakudongorera
Rechiri gore reminana
Sevana veminana
Hatina kana pressure nezvinhu zvakawanda
Chii chingandinetsa (hapana)
Chii chingandishupa (hapana)
Futi futi mwari wangu zimonya
Zvinhu zvese zvinonetsa ndongo zviudza kuti
Ha ha ha ha ha ha ha ha ibyapa usandutysonya
Futi futi mwari wangu zimonya
Kukupa zvese zvaunoda anogona
(Mbiri nerumbidzo, mbiri nerumbidzo)
Tokupai tokupai
Mbiri nerumbidzo, mbiri nerumbidzo)
Tokupai tokupai
Mbiri nerumbidzo, mbiri nerumbidzo)
Tokupai tokupai
Mbiri nerumbidzo, mbiri nerumbidzo)
Tokupai tokupai)
Makanyanya
WATCH VIDEO
ABOUT THIS SONG
Release Year : 2021
Album : Makanyanya (Single)
Added By : Farida
SEE ALSO
AUTHOR
JOYFULL PRAISE CHOIR
Zimbabwe
Joyfull Praise Choir is a Gospel Musical group and artist development ...
YOU MAY ALSO LIKE