Home Search Countries Albums

Tonight

JAH PRAYZAH

Tonight Lyrics


Variko vanokonzera mvonga mupopoto
Hameno vanokonzera pamuromo
Anege abaiwa hameno ikoko
Vatsvaga vatadza varonga dondo
Tanzvenga majita tapinda mudondo
DJ Tamuka, touch it touch it
Anoramba achingokwenya marimba ndiani

Tonight  Kutamba kwedu junga junga
Tonight, we gonna make you dance some more
Tonight  Kutamba kwedu junga junga
Tonight, we gonna make you dance some more
Dai ndirini  (dance)
Ndaingotamba dai ndirini (dance some more)
Dai ndirini  (dance)
Sendamedza chipikiri (dance some more)
Dai ndirini  (dance)
Ndaingotamba dai ndirini (dance some more)
Dai ndirini  (dance)
Sendamedza chipikiri (dance some more)
Dance some more

Moneredza chiuno (hee sawa sawa)
Shugurudza mikono (hee dance some more)
Moneredza chiuno (hee sawa sawa)
Shugurudza mikono (hee dance some more)
Moneredza chiuno (hee sawa sawa)
Shugurudza mikono (hee dance some more)
Moneredza chiuno (hee sawa sawa)
Shugurudza mikono (hee dance some more)

Sarura chikomana ko inga maruva akasikwa aya
Tichangotamba kudzamara
Kusvika tabvuma kusakara
Sarura chikomana
Ko inga maruva akasikwa aya
Tichangotamba kudzamara
Kusvika tabvuma kusakara
Ukabuda pachena
Watondingonera kuti ndinichamora
Huchi wegonera
Ukabuda pachena watondigonera
Kuti ndini ndichamora
Huchi wegonera
Wooo wooo oooh, wooo woo ooh…
Wooo wooo oooh, wooo woo ooh…
Wooo wooo oooh, wooo woo ooh…

Anoramba achigokwenya marimba ndiani
Anoramba achigokwenya marimba ndiani

Tonight  Kutamba kwedu junga junga
Tonight, we gonna make you dance some more
Tonight  Kutamba kwedu junga junga
Tonight, we gonna make you dance some more
Dai ndirini  (dance)
Ndaingotamba dai ndirini (dance some more)
Dai ndirini  (dance)
Sendamedza chipikiri (dance some more)
Dai ndirini  (dance)
Ndaingotamba dai ndirini (dance some more)
Dai ndirini  (dance)
Sendamedza chipikiri (dance some more)
Dance some more

Moneredza chiuno (hee sawa sawa)
Shugurudza mikono (hee dance some more)
Moneredza chiuno (hee sawa sawa)
Shugurudza mikono (hee dance some more)
Moneredza chiuno (hee sawa sawa)
Shugurudza mikono (hee dance some more)
Moneredza chiuno (hee sawa sawa)
Shugurudza mikono (hee dance some more)


Tanga takadhakiwa mukona
Takadhakiwa
Mari yangu yakapera sei
Takadhakiwa
Tanga takadhakiwa mudiwa
Takadhakiwa
Saka wakandi tsotsa sei
Takadhakiwa

Ndiani aenda nemari
Aka ramba achigokwenya marimba ndiani
Ndiani aenda nemari
Aka Ramba achigokwenya Marimba ndiani    


Tonight  Kutamba kwedu junga junga
Tonight, we gonna make you dance some more
Tonight  Kutamba kwedu junga junga
Tonight, we gonna make you dance some more

Dai ndirini  (dance)
Ndaingotamba dai ndirini (dance some more)
Dai ndirini  (dance)
Sendamedza chipikiri (dance some more)
Dai ndirini  (dance)
Ndaingotamba dai ndirini (dance some more)
Dai ndirini  (dance)
Sendamedza chipikiri (dance some more)
Dance some more

 

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2020


Album : Hokoyo (Album)


Added By : Afrika Lyrics

SEE ALSO

AUTHOR

JAH PRAYZAH

Zimbabwe

Jah Prayzah (born on July 4, 1987 in Uzumba, Zimbabwe), is a Zimbabwean contemporary musician and le ...

YOU MAY ALSO LIKE