Mukadzi Wangu Lyrics

I’m in love with you
Rudo ewedu ngwarwusapera
Mai mwana ndokuda
Handifunge mumwe
My love is for you
Handidi kuti unetsekane eeh eeh ee
Kwese kwandoenda ndodada newe babe
Mukadzi wangu
Mukadzi wangu ndinokudaa
Inzwa iwewe
Kusvikira pandinozofa
Mukadzi wangu
Mukadzi wangu ndinokudaa
Inzwa iwewe
Kusvikira pandinozofa
I’m feeling like I’m addicted to you
Ndokuda babe
Vangataure zvagataure sei
Handivaterere
Babe I’m addicted to you
Loving you mama eeh eeh
Ndapengeswa, handimbodi newe babe
Mukadzi wangu
Mukadzi wangu ndinokudaa
Inzwa iwewe
Kusvikira pandinozofa
Mukadzi wangu
Mukadzi wangu ndinokudaa
Inzwa iwewe
Kusvikira pandinozofa
Babe zvamchose mai vevana ndiwe amai vevana
Handi kukuchemedza iwe
Mai vevana ndiwe amai vevana
Ndicha mira mira kuita zvaunoda
Mbatya nenzvimbo dzaunoda
Kutotenda mai vako
Ndizvo zvaunoda
Baba vako ndoita zvavanoda
Mukadzi wangu
Mukadzi wangu ndinokudaa
Inzwa iwewe
Kusvikira pandinozofa
Mukadzi wangu
Mukadzi wangu ndinokudaa
Inzwa iwewe
Kusvikira pandinozofa
I’m in love with you
Rudo ewedu ngwarwusapera
Mai mwana ndokuda
Handifunge mumwe
My love is for you
Handidi kuti unetsekane eeh eeh ee
Kwese kwandoenda ndodada newe babe
Mukadzi wangu
Mukadzi wangu ndinokudaa
Inzwa iwewe
Kusvikira pandinozofa
Mukadzi wangu
Mukadzi wangu ndinokudaa
Inzwa iwewe
Kusvikira pandinozofa
WATCH VIDEO
ABOUT THIS SONG
Release Year : 2023
Album : Mukadzi Wangu (Single)
Copyright : © Hot Property, distributed exclusively by Jungle Entertainment Ventures
Added By : Farida
SEE ALSO
AUTHOR
YOU MAY ALSO LIKE