Fambai Neni Lyrics

Motondinhonga mega musango
Ndirimbeu yakaraswa
Kusina mai nababawo
Zvichida ndichangofa
Pfumo handina
Kunyangwe ndikanohwanda mubako
Kusina mai nababawo
Kisina anondinzwa
Fambai neni
Fambai neni
Zoozai nhava yangu
Pandinoshava
Fambai neni
Fambai neni
Zoozai nhava yangu
Pandinoshava
Ndachera pasi
Ndadzika pasi pasi
Mweuzi nemwaka zvinongoenda
Hachiwanike chinoyera
Chimbambaira chehupfumi
Ndachera pasi
Ndadzika pasi pasi
Mweuzi nemwaka zvinongoenda
Hachiwanike chinoyera
Chimbambaira chehupfumi
Fambai neni
Fambai neni
Zoozai nhava yangu
Pandinoshava
Fambai neni
Fambai neni
Zoozai nhava yangu
Pandinoshava
Womgonanaira unoenda nani
Uchangodzugaira uriwegani
Kumucheto uchatura befu
Wotoshinga rwendo rwurefu
Wongonanaira unoenda nani
Uchangodzugaira uriwegani
Kumucheto uchatura befu
Wotoshinga rwendo rwurefu
Fambai neni
Fambai neni
Zoozai nhava yangu
Pandinoshava
Fambai neni
Fambai neni
Zoozai nhava yangu
Pandinoshava
WATCH VIDEO
ABOUT THIS SONG
Release Year : 2025
Album : (Single)
Added By : Farida
SEE ALSO
AUTHOR
JAH PRAYZAH
Zimbabwe
Jah Prayzah (born on July 4, 1987 in Uzumba, Zimbabwe), is a Zimbabwean contemporary musician and le ...
YOU MAY ALSO LIKE