Ini Ndada Lyrics
Mumwe wangu, chido chemoyo
Ruva rangu mudiwa wangu
Sahwira wangu, shamwari yangu
Zvese zvangu ndapererwa inini
Ndoita Seiko seiko
Mwana uyu ndinomuda Seiko seiko
Ndashaya kana neremuromo Seiko seiko
Mwana uyu ndinomuda Seiko seiko
Baby ini ndada hmm
Kuva newe, kusvika zvanaka
Baby baby baby baby ini ndada
Kuva wako, nariini nariini
Zuva rangu, rungwanani
Mwedzi wangu mambakwedza
Nyeredzi yangu, ngirozi yangu
Zvese zvangu, ndapererwa ini
Ndoita seiko, (seiko seiko)
Seiko seiko seiko (seiko seiko)
Ndashaya kana neremuromo (seiko seiko)
Mwana iwe ndinokuda (seiko seiko)
Seiko seiko seiko seiko
Baby ini ndada hmm
Kuva newe, kusvika zvanaka
Baby ini ndada
Kuva wako, nariini nariini
Baby baby baby baby ini ndada
Kuva newe, kusvika zvanaka
Baby ini ndada
Kuva wako, nariini nariini
(Seiko Seiko) mudiwa wangu ndati Seiko
(Seiko Seiko) kunyangwe urikure mudiwa
(Seiko Seiko) baby wangu ndati Seiko
(Seiko Seiko) kunyangwe urikure baby
Ini ndada, kuva newe
Kusvika zvanaka
Baby ini ndada
Kuva wako nariini nariini
Baby baby baby baby
Ini ndada kuva newe
Kuva wako Kusvika zvanaka
Baby ini ndada
Kuva wako nariini nariini
WATCH VIDEO
ABOUT THIS SONG
Release Year : 2021
Album : Ini Ndada (Single)
Added By : Farida
SEE ALSO
AUTHOR
YOU MAY ALSO LIKE