Home Search Countries Albums

Tariro Lyrics

Handikusiye, hauzofambi wega
Ndichange ndiripo
Ndakabata ruoko rwako
Nyangwe makomo akure
Hauzofambi wega usatye
Usanete usaras tariro
(Handikusiye wega ndichakurwira
Hondo dzado ndedzangu
Ndichakubvumbamira ndokusesedza ooh tariro)

Ini ndakati ndokutungamira
Paya ndikati ndinofamba newe
Zvino sei warasa tariro ?
Nyangwe upinde nemumoto haungazokupisa
Usatye, usanete usarase tariro
(Handikusiye wega ndichakurwira
Hondo dzado ndedzangu
Ndichakubvumbamira ndokusesedza ooh tariro)

Usarasa tariro
Usarasa tariro yako
Usarasa tariro ndiripo
Usarasa tariro ndiripo
Ndakabata ruoko rwako
Usarasa tariro
Usarasa tariro yako
Usarasa tariro ndiripo
Usarasa tariro ndiripo
Ndakabata ruoko rwako
(Handikusiye wega ndichakurwira
Hondo dzado ndedzangu
Ndichakubvumbamira ndokusesedza ooh tariro
Ooh tariro
Ooh tariro)
Ooh tariro

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2020


Album : Tariro (Single)


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

JANET MANYOWA

Zimbabwe

Janet Manyowa is a musician from Zimbabwe. ...

YOU MAY ALSO LIKE