Home Search Countries Albums

Zi-Zi

FREEMAN HKD Feat. MAI TT

Zi-Zi Lyrics

Fivestargalis yeah yeah
Hoyo AmaTiti ina di place hoyoo
Tosetter pace

Dzimwe nguva ndofeeler kusada kuenda kumba
Dai ndriBhachura so ndiri One
Vakadzi vanonetsa inzwa
Dai ndakaziva kare lobola ndaiidya

Nhai bae kwawaswera ndekupiko
Ungori zi-zi kana kumbofona
Urikubatana nezvipiko asi uribusy here
Sei kusafona

Haa ndakaChilla neMaGuys tukutamba Fifa
Haunditruste ipapa ukuda kti nditumire
selfie kti ugondibeleiver
Felistas chimbo Easer

You jus left me in the morning
Was expecting u to call me
Tell me are u up to Something
Coz right now I jus cant stop thinking

Ipapa urikugaya ndricheater so
Sei uchida kuComplicator zvinhu so
Ndakachilla nemaGuys pakurohwa soccer
Ndipo paunongobuda uchikanda joker

No bae I dont really mean it
Jus Wana talk every minute
Ah lie dat! You dont believe me
Ukadaro ndichaguma ndava nhinhi

Nhai bae kwawaswera ndekupiko
Ungori zi-zi kana kumbofona
Urikubatana nezvipiko asi uribusy here
Sei kusafona

Haa ndakaChilla neMaGuys tukutamba Fifa
Haunditruste ipapa ukuda kti nditumire
selfie kti ugondibeleiver
Felistas chimbo Easer

Saka handichabvumidzwa kubvunza here
Asi wakawana mumwe here
Gimi the love and Attention
I cant control this affection yeh yeah

UnondiDoubter chete ah you mi love
Ndakanga ndazvipira paye pandakati unzi Mai Mhofu
Regai vazoti rudo ibofu ndinokuda wakadaro

Nhai bae kwawaswera ndekupiko
Ungori zi-zi kana kumbofona
Urikubatana nezvipiko asi uribusy here
Sei kusafona

Haa ndakaChilla neMaGuys tukutamba Fifa
Haunditruste ipapa ukuda kti nditumire
selfie kti ugondibeliever
Felistas chimbo Easer

You jus left me in the morning
Was expecting u to call me
Tell me are u up to Something
Coz right now I jus cant stop thinking

Ipapa urikugaya ndricheater so
Sei uchida kuComplicator zvinhu so
Ndakachilla nemaGuys pakurohwa soccer
Ndipo paunongobuda uchikanda joker

No bae I dont really mean it
Jus Wana talk every minute
Ah lie dat! You dont believe me
Ukadaro ndichaguma ndava nhinhi

Nhai bae kwawaswera ndekupiko
Ungori zi-zi kana kumbofona
Urikubatana nezvipiko asi uribusy here
Sei kusafona

Haa ndakaChilla neMaGuys tukutamba Fifa
Haunditruste ipapa ukuda kti nditumire
selfie kti ugondibelievver
Felistas chimbo Easer

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2020


Album : Freeman & Friends (Album)


Copyright : (c) 2020


Added By : Huntyr Kelx

SEE ALSO

AUTHOR

FREEMAN HKD

Zimbabwe

Freeman real name Slyvester Emegy Chizanga  is one of the most successful dancehall artists fro ...

YOU MAY ALSO LIKE