Home Search Countries Albums

Reply

WINKY D

Reply Lyrics


Rega ndiwedzere data
Nicky, Paita ka Dwatta
Ndakakawona pa Istagram (Instagram)
Hana yakarova kuti bamu (Kuti bamu)

Ndakati better ku DM
Ndivhurire mapombi kunge BM
Ndakabva ndatsavaga emoji ye lightning
Because bhebhi iri imheni

Hana yangu kuita ku kika kika kunge Essien
Nguva dzabaya kunge jekiseni
Ndokutora maputi ndikati
Ndiri pano kusvika makuseni

Hello, how are you?
Ndege ndakangoyeva
Chimiro ma hour 2
Ngatimbosasa tiri 2

Hello, how are you?
Ndege ndakangoyeva
Chimiro ma hour 2
Ngatimbosasa tiri 2 (Tiri 2)

Reply, reply
Reply, reply
Ndichiri ndakamirira
Reply, reply
Reply, reply

Chimoko dheng kupindura
Ndokubva ndatanga kukungura
Yedu yekusada kupfuurwa nezvinhu
Ko, Kakandifumura?

Ndakambogaya chi video call
Pfungwa dzikati maya chisiya so
Ko kakandi recorder kobva kapa
Majournalist kuit zvisvike ku media No

Ndakabva ndapera energy
Dzimwe controversy I can't manage
Ndichizvitongesa phone yakarira
Ndobva ndangotasira message

Hello, how are you?
Ndege ndakangoyeva
Chimiro ma hour 2
Ngatimbosasa tiri 2

Hello, how are you?
Ndege ndakangoyeva
Chimiro ma hour 2
Ngatimbosasa tiri 2 (Tiri 2)

Reply, reply
Reply, reply
Ndichiri ndakamirira
Reply, reply
Reply, reply

Ndakabva ndaona ka replya
Ndikati ndokuti gaffa uku chachaya
Ndakabva ndangoti Yes ndapera
Stress nda healer kunge Magaya

Ndakaita energy Van Choga
Ndakanda mumaneti Pogba
Ndobva ndagaya zvima statement
Zvangu zvemhando ndika lainisa zvine order

Rudo ibofu asi apapa rwaona
Vhura meso newe chiona
Pano ndini ndobika romance
Ndokwatisa ndomona

Hello, how are you?
Ndege ndakangoyeva
Chimiro ma hour 2
Ngatimbosasa tiri 2

Hello, how are you?
Ndege ndakangoyeva
Chimiro ma hour 2
Ngatimbosasa tiri 2 (Tiri 2)

Reply, reply
Reply, reply
Ndichiri ndakamirira
Reply, reply
Reply, reply

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2020


Album : Reply (Single)


Copyright : (c) 2020


Added By : Huntyr Kelx

SEE ALSO

AUTHOR

WINKY D

Zimbabwe

Winky D, Born Wallace Chirumiko on 1 February 1983 in Harare.  He always showed a lively intere ...

YOU MAY ALSO LIKE