Home Search Countries Albums

Ngoma iNgoma

WINKY D Feat. GEMMA GRIFFITHS

Ngoma iNgoma Lyrics

Hona chadzoka chietra
Apa ndakachaja kunge tesla
Happy yadzoka kunge zesa
Gemma huya umbotaster

This year ndozviita
Can I see more deepers
Ndozviita
Give me back my sheepers

Daira, daira, daira

Daira ndikunzwee eh
Kuno kwaita mufaro
Hazvibvunzwe ee
Wakundibvunza kuti sei uchindaro?

Daira ndikunzwee eh
Daira ndikunzwee 
Hazvibvunzwe ee
Aiwa Hazvibvunzwe 

I got a feeling I feel like am dreaming
I feel like jumping and touching the ceiling
This is the season
This is the life that I'm living

You win the way, you win the way
You win the way, you win the way
Daira, daira, daira

Daira ndikunzwee eh
Kuno kwaita mufaro
Hazvibvunzwe ee
Wakundibvunza kuti sei uchindaro?

Daira ndikunzwee eh
Daira ndikunzwee 
Hazvibvunzwe ee
Aiwa Hazvibvunzwe

Everybody come along
Let's party till the morning come
Vacoma vasikana 
Huyai zvamunoda zvese zviriko

Hongu tingacheme asi chema unetariro
Gaffa razviramba rauya nemabiko
Hatingangoramba tichipukuta misodzi
Zvobwa zvaita kunge munyika munemariro

Daira, daira, daira

Daira ndikunzwee eh
Kuno kwaita mufaro
Hazvibvunzwe ee
Wakundibvunza kuti sei uchindaro?

Daira ndikunzwee eh
Daira ndikunzwee 
Hazvibvunzwe ee
Aiwa Hazvibvunzwe 

Daira ndikunzwee eh
Kuno kwaita mufaro
Hazvibvunzwe ee
Wakundibvunza kuti sei uchindaro?

Daira ndikunzwee eh
Daira ndikunzwee 
Hazvibvunzwe ee
Aiwa Hazvibvunzwe 

Everybody come along
Let's party till the morning come
Vacoma vasikana 
Huyai zvamunoda zvese zviriko

I got a feeling I feel like am dreaming
I feel like jumping and touching the ceiling
This is the season
This is the life that I'm living

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2021


Album : Ngoma iNgoma (Single)


Copyright : (c) 2021


Added By : Huntyr Kelx

SEE ALSO

AUTHOR

WINKY D

Zimbabwe

Winky D, Born Wallace Chirumiko on 1 February 1983 in Harare.  He always showed a lively intere ...

YOU MAY ALSO LIKE