Rerukai Lyrics
OK please
Rerukai rerukai
Itai kuti vagaye kuti hamupo
Itai kuti vagaye makadhiba
Makadhiba but ndivo vakadhibha
Please batikai, batikai
Batikai kwamunenge matsvagwa
Kwamusingadiwe then hamupo
Kwamusiri kudiwa imimi hamupo
Panorairwa mwana waMambo batikai
Namatai musajambwe ne info
Chenjerai magood guys ari evil
Wonerai ma hero ari evil
Hanzi ukangomira kuchovha watyora bike
Hatimire kufunga chero tiri high
Parezvino tirikukwana mubig 5
Parezvino mukundikwata big time
Coming to my house muchindibvunza zvemababy enyu
Jahman sungai imbwa dzenyu paden penyu
Musadhibe kundibvisa munyaya dzenyu
OK please
Rerukai rerukai
Itai kuti vagaye kuti hamupo
Itai kuti vagaye makadhiba
Makadhiba but ndivo vakadhibha
Please batikai, batikai
Batikai kwamunenge matsvagwa
Kwamusingadiwe then hamupo
Kwamusiri kudiwa imimi hamupo
You live once, they say that wakuda kubhaiza
They say that dzakuda kutaida
MaDrama queen ana malaicha
Ndovema crop top nema biker
Rerukai vasaziye zvamunotemba
Mujacket mogona kubuda bhemba
Moyo black kunge jumbo rema somaik
Dai taisarapper taichara vanhu paZimex
Dai taisarapper taichara vanhu paZimex
WATCH VIDEO
ABOUT THIS SONG
Release Year : 2022
Album : Life of Muvhimi (Album)
Added By : Farida
SEE ALSO
AUTHOR
YOU MAY ALSO LIKE