Home Search Countries Albums

Friends

VOLTZ JT

Friends Lyrics

VOLTZ JT - FRIENDS

Unoketa chil ? ndendine machants hobho 
But iye ndakamupina iye ndakamutimba 
Im sure kuti anozvifeeler 
Kuti isusu we are a match
We clicked kubva kudhara 
Kubva kudhara maviews panga ndisina 
So if you come for my chick then isusu hatichazi mafriends 
If you come for my chick then isusu hatichazi mafriends 
Haticha linke cause me and my chick 
Basically tiri mafriends waona 
So if you come for my chick then isusu hatichazi mafriends 

Ana boys ano chiller pa-area 
Vachida kutsvaga mashiz 
Vamwe vakabata makeys 
Kuratidza kuti inini ndine mota 
Hanzi mabhebhi hobho zvekuti mafesi ndoano shota 
Okay so why 
So why imimi makuda 
Kutanga kutsvaga mashares pamunhu wangu 
Boys vanenga vachimudza 
Masasi ari fnny inini I laugh zvangu
Back then pandaisiwa nemunhu 
Wese she was paside pangu 
Vafunga zvzkuita beef neni 
Tamba padhuze nezvinhu zvangu 


If you come for my chick then isusu hatichazi mafriends 
If you come for my chick then isusu hatichazi mafriends 
Haticha linke cause me and my chick 
Basically tiri mafriends waona 
So if you come for my chick then isusu hatichazi mafriends
Mine is better than yours 
Apa yours anenge akapoda 
Mine is crazy day ndisiri paapp anonditsoma 
Mine thinks im funny ndikaita joke kanotoseka 
Mine is inscure hanzi i
Hope ukufunga inini paunenge uri zii 

Akangofona ndinoita free apa ndiri busy kuita kunge bee 
She say why you check my phone as if 
Iwewe you can’t trust me 
Because boys rinopinda om mako
Rinenge richisaiza inini 
Worse futi kana riri mafia rangu 
Wangu rinenge richibhaiza inini 
So if you come for my chick then isusu hatichazi mafriends 
If you come for my chick then isusu hatichazi mafriends 
Haticha linke cause me and my chick 
Basically tiri mafriends waona 
So if you come for my chick then isusu hatichazi mafriends 

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2021


Album : Friends (Single)


Added By : Ingrid

SEE ALSO

AUTHOR

VOLTZ JT

Zimbabwe

Voltz Jt is a Zimbabwean musician ...

YOU MAY ALSO LIKE