Home Search Countries Albums

Nyuchi Lyrics


PJ Records (Passion Java Records)

Oskidhi
Vamwe vese oi scudhi
Soul Soul Soul Soul Soul
Soul Jah Love

Mamero akuda kuuya achindi vheta mastanzi
Asi mamiriro ake anenge anoita zvemaghanzi
Akuda kuto ziva angu ese mafriendzi
Apa ndisangane navo pamaroundzi
Vamwe kufamba vachiti Sauro ibenzi
Passion Java ati Sauro iBhenzi
Munamato aisa kuchengetwa naTenzi
Saka uchiona tichino putitsa dhanzi
Ndozviziva Satani haashaye maplanzi
Kuda kundi furatidza nemafanzi
Asi ndouya ndakajamuka ipapo
Ndobva ndachinja kuita chimpanzee
Kuto kutuka, vhiri kuputika.
Bvunza wega dhokota
Anokuudza kuti ini ndakato buda dikita
Asi ndoti Mwari anondida
Misodzi wangu akapukuta (Tayambuka )

Mugore regonzo
Ende ini ndaka vadyira bhonzo
2021 gore renyuchi
Yah nhapi tapi naPassioni Java chibaba chenyuchi
Mugore regonzo
Ende ini ndaka vadyira bhonzo
2021 gore renyuchi
Yah nhapi tapi naPassioni Java chibaba chenyuchi

Twabamu
Nye nye nye nye nye nyee
Kachitsotsonya
Kuda kunomira pamamonya
Ndoda kukatambisa kongonya
Vanhu ndozvavari
Vakauraya Jesu vachida Bhanabhasi
Kundirova bvompfi ndoita mukadzi bhogasi
Kundisiya ndichirara nemudhogazi
Kundichembedza kundi fanandidza netuma gogazi
Kundicharger gauro
NdiSauro
Inga zvimanaira
Ngavango timwaira
Manje kufa ndajaira
Ende futi majaira
Uchaona kuti zvinhu zvichazokuomerai
Muchiti pamwe ndini ndichano pera
Ndopamuchaona kuti maito zvinyepera
Ende mbiri yangu ini haisi iri kupera
Kuzviziva zvinhu zvangu hazvisi zvekukopera
Ndaka donha zvekuenda pamusoro pevakadonha
Ende futi ini handife ndakadonha
Kana ukandidenha, ndopauchaona
Kuti kubasa kungoma ini mufunge chibasa ndochigona
Captain Pedzi, musoja anokuendesa kumwedzi
Sumje, Ita tivabholonche
Yo see me
That's how we do it
Soul soul soul soul
Pengeni Pengeni
Honouring! Conqeuring!

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2021


Album : Nyuchi (Single)


Copyright : © Jah Love, distributed exclusively worldwide by Stewart Nyamayaro, DME Music Global


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

SOUL JAH LOVE

Zimbabwe

Soul Jah Love (born November 22, 1989, real name: Soul Musaka) is a Zimbabwean Zimdancehall singer. ...

YOU MAY ALSO LIKE