Lonely Lyrics
Tagz, for my lady
Rikatsamaya ndoritsoma
Ndoda kutsanangura heya oh
Ndipo nguya oh ah oh
Ndanga ndatokusuwawo oh ah oh
Waiti unoda nguva oh ah oh
Kubuda kwezuva watova mugotsi
Kivira kwezuva hazviite ndisakuroti
Wondiregerera ndakakuzeza
Wakabge wakatsamwa, asi usanditiza
Tava kupinda summer
Ndakutumira pic remubhedha
Pillow yako ingori yega
Kuuya usaregedza
Handidi kusara ndega
Ndiri lonely
Summer haidi lonely
Masikati tombono bhaguja ndichiri kugona kudhidha
Kana yanguva yekudya mukana wekubelievisa
Don’t worry ini ndichakudyira mazino ako akachenesa
Uchigona medzera sandi mene kutsengesa I know
Ndakutumira pic remubhedha
Pillow yako ingori yega
Kuuya usaregedza
Handidi kusara ndega
Ndiri lonely
Summer haidi lonely
Ndakatadza Ndakatadza
Ndakawanza pane zvandakatadza
Ndoda kutsanangura heya hoonde
Ndipo nguva ho ah hoonde
WATCH VIDEO
ABOUT THIS SONG
Release Year : 2021
Album : Lonely (Single)
Added By : Farida
SEE ALSO
AUTHOR
TOCKY VIBES
Zimbabwe
Tocky Vibes, Born Obey Makamure and popularised, is a Kambuzuma based upcoming musician in the ...
YOU MAY ALSO LIKE